RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w23 December p. 32
  • Zvakaitika

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvakaitika
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Kunzwira Vanhu Vese Tsitsi
  • Tevedzera Tsitsi dzaJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • “Tsitsi Huru dzaMwari Wedu”
    Swedera Pedyo naJehovha
  • Iva Anonzwira Tsitsi Nenzira Younyoro
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • Ivai “Netsiye Nyoro”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
w23 December p. 32

Zvakaitika

Kunzwira Vanhu Vese Tsitsi

Rimwe zuva imwe hanzvadzi yekuNew Zealand yakaona vhidhiyo inonzi “Chengetanai,” iyo inotaura kuti Jehovha haangogumiri pakunzwira vamwe tsitsi asiwo anodziratidza. (Isa. 63:​7-9) Yakafunga kushandisa zvayakanga yadzidza kuburikidza nekubatsira mumwe munhu. Musi iwoyo payakanga yaenda kunotenga, yakaona mumwe mukadzi aisava nepekugara uye yakati yaida kumutengera zvekudya. Mukadzi wacho akabvuma. Hanzvadzi yacho payakadzoka nezvekudya, yakashandisa mukana iwoyo kuti imuparidzire ichishandisa turakiti rakanzi Kutambura Kuchazombopera Here?

Mukadzi wacho akatanga kuchema. Akataura kuti akarerwa mumhuri yeZvapupu asi haana kufambira mberi pakunamata. Zvisinei nguva pfupi asati aonana nehanzvadzi iyi, ainyengetera kuna Jehovha achikumbira kuti amubatsire kuti adzoke kwaari. Hanzvadzi yacho yakamupa Bhaibheri uye vakaronga kudzidza vese.a

Tinogona kutevedzera Jehovha pakunzwira vamwe tsitsi kusanganisira veukama uye hama nehanzvadzi dzedu dzemuungano. Uye tinogona kunzwira vamwe tsitsi patinotsvaga mikana yekuvaparidzira.

a Kuti udzidze kuti ungabatsira sei vasingachaiti basa ona nyaya inoti “Dzokai Kwandiri” iri muNharireyomurindi yaJune 2020.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe