RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 146
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Vimba naMwari, kwete nevanhu

        • Munhu paanofa, pfungwa dzake dzinoparara (4)

        • Mwari anosimudza vaya vakakotamiswa (8)

Pisarema 146:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu ngaurumbidze.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 19:6
  • +Pis 103:1

Pisarema 146:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nevakuru vakuru.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 62:9; 118:8, 9; Isa 2:22; Jer 17:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2005, pp. 21-22

    8/15/1998, p. 6

    4/15/1988, pp. 10-13

Pisarema 146:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:19; Pis 104:29; Mup 3:20; 12:7
  • +Mup 9:5, 10; Isa 38:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/1/1999, pp. 16-17

    Chinoitika Patinofa, p. 24

    Zivo, pp. 81-82

    Kukurukurirana, pp. 123, 247, 268

Pisarema 146:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 46:7
  • +Pis 71:5; Jer 17:7

Pisarema 146:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 4:24; Zva 14:7
  • +Dhe 7:9

Pisarema 146:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 107:9; 145:16
  • +Pis 107:14; 142:7

Pisarema 146:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 29:18; 35:5
  • +Pis 145:14; 2VaK 7:6

Pisarema 146:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anoita kuti nzira yevakaipa iende nepasipo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 10:18; Pis 68:5
  • +Pis 145:20

Pisarema 146:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:18; Dha 6:26; Zva 11:15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 146:1Zva 19:6
Pis. 146:1Pis 103:1
Pis. 146:3Pis 62:9; 118:8, 9; Isa 2:22; Jer 17:5
Pis. 146:4Ge 3:19; Pis 104:29; Mup 3:20; 12:7
Pis. 146:4Mup 9:5, 10; Isa 38:18
Pis. 146:5Pis 46:7
Pis. 146:5Pis 71:5; Jer 17:7
Pis. 146:6Mab 4:24; Zva 14:7
Pis. 146:6Dhe 7:9
Pis. 146:7Pis 107:9; 145:16
Pis. 146:7Pis 107:14; 142:7
Pis. 146:8Isa 29:18; 35:5
Pis. 146:8Pis 145:14; 2VaK 7:6
Pis. 146:9Dhe 10:18; Pis 68:5
Pis. 146:9Pis 145:20
Pis. 146:10Eks 15:18; Dha 6:26; Zva 11:15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 146:1-10

Mapisarema

146 Rumbidzai Jah!*+

Regai ndirumbidze* Jehovha.+

 2 Ndicharumbidza Jehovha upenyu hwangu hwese.

Ndichaimba ndichirumbidza Mwari wangu chero bedzi ndiri mupenyu.

 3 Musavimba nemachinda,*

Kana nemwanakomana wemunhu, asingagoni kuunza ruponeso.+

 4 Simba rake reupenyu rinobuda, iye odzokera kuvhu;+

Zuva iroro chairo pfungwa dzake dzinoparara.+

 5 Anofara munhu ana Mwari waJakobho semubatsiri wake,+

Anoisa tariro muna Jehovha Mwari wake,+

 6 Muiti wedenga nenyika,

Negungwa, nezvese zviri mazviri,+

Uyo anoramba akatendeka,+

 7 Uyo anoita kuti vaya vanobiridzirwa vatongwe zvakarurama,

Anopa vane nzara zvekudya.+

Jehovha anosunungura vasungwa.+

 8 Jehovha anosvinudza maziso emapofu;+

Jehovha anosimudza vaya vakakotamiswa;+

Jehovha anoda vakarurama.

 9 Jehovha anodzivirira vatorwa;

Anotsigira nherera nechirikadzi,+

Asi anoita kuti mazano evakaipa akundikane.*+

10 Jehovha acharamba ari Mambo nekusingaperi,+

Iye Mwari wako, haiwa iwe Ziyoni, kwezvizvarwa nezvizvarwa.

Rumbidzai Jah!*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe