RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 150
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Chinhu chese chinofema ngachirumbidze Jah

        • Hareruya! (1, 6)

Pisarema 150:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 19:6
  • +Pis 116:19
  • +Pis 19:1

Pisarema 150:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 107:15; Zva 15:3
  • +Dhe 3:24; Pis 145:3

Pisarema 150:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 81:3
  • +1Mak 15:28

Pisarema 150:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ichi chiridzwa chinoita zvekufuridzwa.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:20
  • +Pis 92:1, 3; 144:9
  • +1Sa 10:5

Pisarema 150:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 6:5; 1Mak 15:19; 16:5

Pisarema 150:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 5:13

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 150:1Zva 19:6
Pis. 150:1Pis 116:19
Pis. 150:1Pis 19:1
Pis. 150:2Pis 107:15; Zva 15:3
Pis. 150:2Dhe 3:24; Pis 145:3
Pis. 150:3Pis 81:3
Pis. 150:31Mak 15:28
Pis. 150:4Eks 15:20
Pis. 150:4Pis 92:1, 3; 144:9
Pis. 150:41Sa 10:5
Pis. 150:52Sa 6:5; 1Mak 15:19; 16:5
Pis. 150:6Zva 5:13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 150:1-6

Mapisarema

150 Rumbidzai Jah!*+

Rumbidzai Mwari munzvimbo yake tsvene.+

Murumbidzei mumatenga anopupurira simba rake.+

 2 Murumbidzei nekuda kwemabasa ake esimba.+

Murumbidzei nekuda kweukuru hwake husingaenzaniswi.+

 3 Murumbidzei muchiridza hwamanda.+

Murumbidzei nechiridzwa chine tambo nerudimbwa.+

 4 Murumbidzei netambureni+ muchitamba muchitenderera.

Murumbidzei nezviridzwa zvine tambo+ nenyere.*+

 5 Murumbidzei nesimbi dzinorovaniswa dzinorira.

Murumbidzei nesimbi dzinorovaniswa dzinorira zvine ruzha.+

 6 Chinhu chese chinofema ngachirumbidze Jah.

Rumbidzai Jah!*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe