RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kunyengeterera kudzivirirwa

        • “Makaongorora mwoyo wangu” (3)

        • “Mumumvuri wemapapiro enyu” (8)

Pisarema 17:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 145:18

Pisarema 17:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:5, 6

Pisarema 17:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 11:5; 16:7; 1VaK 4:4
  • +Pis 26:2; Mar 3:3; 1Pe 1:6, 7

Pisarema 17:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:9

Pisarema 17:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:36; 94:18; 119:133; 121:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/1999, p. 11

Pisarema 17:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Kotamai mundinzwewo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 55:16
  • +Isa 37:17

Pisarema 17:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:21; Mari 3:22

Pisarema 17:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:9, 10; Zek 2:8
  • +Rut 2:12; Pis 36:7; 57:1

Pisarema 17:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 24:11; Pis 35:4

Pisarema 17:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Vakafukidzwa nemafuta avo.”

Pisarema 17:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “wekutikandira pasi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 23:26

Pisarema 17:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Nunurai mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 7:6

Pisarema 17:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 73:12
  • +Mt 5:45

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2011, p. 12

    5/15/2006, p. 19

Pisarema 17:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 65:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 19

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 17:1Pis 145:18
Pis. 17:2Pis 37:5, 6
Pis. 17:3Pis 11:5; 16:7; 1VaK 4:4
Pis. 17:3Pis 26:2; Mar 3:3; 1Pe 1:6, 7
Pis. 17:4Pis 119:9
Pis. 17:5Pis 18:36; 94:18; 119:133; 121:3
Pis. 17:6Pis 55:16
Pis. 17:6Isa 37:17
Pis. 17:7Pis 31:21; Mari 3:22
Pis. 17:8Dhe 32:9, 10; Zek 2:8
Pis. 17:8Rut 2:12; Pis 36:7; 57:1
Pis. 17:91Sa 24:11; Pis 35:4
Pis. 17:111Sa 23:26
Pis. 17:13Pis 7:6
Pis. 17:14Pis 73:12
Pis. 17:14Mt 5:45
Pis. 17:15Pis 65:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 17:1-15

Mapisarema

Munyengetero waDhavhidhi.

17 Inzwaiwo chikumbiro changu chekuti nditongwe zvakarurama Jehovha;

Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa;

Teererai munyengetero wangu unotaurwa pasina kunyengera.+

 2 Ndipeiwo mutongo wakarurama;+

Maziso enyu ngaaone zvinhu zvakarurama.

 3 Makaongorora mwoyo wangu, makandiongorora usiku;+

Makandinatsa;+

Muchaona kuti handina kuronga zvinhu zvakaipa,

Uye muromo wangu hauna kutadza.

 4 Kana ari mabasa evanhu,

Maererano neshoko remiromo yenyu, ini handifambi munzira dzegororo.+

 5 Nhanho dzangu ngadzirambe dziri pamakwara enyu

Kuti tsoka dzangu dzirege kugumburwa.+

 6 Haiwa Mwari, ndinodana kwamuri, nekuti muchandipindura.+

Rerekerai nzeve yenyu kwandiri.* Inzwaiwo mashoko angu.+

 7 Ndiratidzeiwo nenzira inoshamisa rudo rwenyu rusingachinji,+

Haiwa imi Muponesi wevaya vanotsvaga kwekupotera kuruoko rwenyu rwerudyi

Vachitiza vaya vanokupandukirai.

 8 Ndichengetei semboni yeziso renyu;+

Ndivanzei mumumvuri wemapapiro enyu.+

 9 Ndichengetei pavanhu vakaipa vari kundirwisa,

Pavavengi vangu vakandikomba vanoda kundiuraya.+

10 Havasisina kana hanya;*

Vanotaura nemiromo yavo vachizvikudza;

11 Iye zvino vanotikomba;+

Vanotsvaga mukana wekuti vaite kuti tiparare.*

12 Akafanana neshumba iri kuda kubvambura-bvambura mhuka yayabata,

Neshumba ine simba yakahwandira yakavhumbama.

13 Simukai, haiwa Jehovha, mumirisane naye+ uye mumuwisire pasi;

Ndinunurei* nebakatwa renyu pane akaipa;

14 Ndinunureiwo neruoko rwenyu Jehovha,

Pavanhu venyika ino, vane mugove muupenyu huno,+

Vaya vamunozadza nezvinhu zvakanaka zvamunovapa+

Uye vanosiyira nhaka vanakomana vavo vakawanda.

15 Asi ini ndichaona chiso chenyu mukururama;

Ndinogutswa pandinomuka pamberi penyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe