RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 36
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kukosha kwerudo rwaMwari rusingachinji

        • Akaipa haatyi Mwari (1)

        • Kuna Mwari ndiko kunobva upenyu (9)

        • “Chiedza chenyu chinoita kuti tione chiedza” (9)

Pisarema 36:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 3:18

Pisarema 36:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 29:19, 20

Pisarema 36:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 103:11

Pisarema 36:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “semakomo aMwari.”

  • *

    Kana kuti “munoponesa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 71:19
  • +VaR 11:33
  • +Pis 145:9; 1Ti 4:10

Pisarema 36:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mik 7:18
  • +Rut 2:12; Pis 17:8; 91:4

Pisarema 36:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “zvakakora.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 65:4
  • +Pis 16:11

Pisarema 36:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kune tsime reupenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 33:4; Jer 2:13; Mab 17:28; Zva 4:11
  • +Pis 27:1; 43:3; Jak 1:17; 1Pe 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 6

    Nharireyomurindi,

    12/1/2001, p. 32

Pisarema 36:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 103:17
  • +Pis 7:10; 97:11

Pisarema 36:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 1:5

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 36:1VaR 3:18
Pis. 36:2Dhe 29:19, 20
Pis. 36:5Pis 103:11
Pis. 36:6Pis 71:19
Pis. 36:6VaR 11:33
Pis. 36:6Pis 145:9; 1Ti 4:10
Pis. 36:7Mik 7:18
Pis. 36:7Rut 2:12; Pis 17:8; 91:4
Pis. 36:8Pis 65:4
Pis. 36:8Pis 16:11
Pis. 36:9Job 33:4; Jer 2:13; Mab 17:28; Zva 4:11
Pis. 36:9Pis 27:1; 43:3; Jak 1:17; 1Pe 2:9
Pis. 36:10Pis 103:17
Pis. 36:10Pis 7:10; 97:11
Pis. 36:12Pis 1:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 36:1-12

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi, mushumiri waJehovha.

36 Kudarika kunotaura nemunhu akaipa nechemukatikati memwoyo wake;

Kutya Mwari hakusi pamberi pake.+

 2 Nekuti anonyanya kuzvirumbidza achizvinyengera

Zvekuti haatombooni zvaanotadza kana kuzvivenga.+

 3 Mashoko emuromo wake anorwadza uye anonyengera;

Haaratidzi njere pakuita zvakanaka.

 4 Anoronga mazano ekuita zvakaipa kunyange ari pamubhedha wake.

Ari munzira isina kunaka;

Haarambi zvakaipa.

 5 Haiwa Jehovha, rudo rwenyu rusingachinji runosvika kumatenga,+

Kutendeka kwenyu kunosvika kumakore.

 6 Kururama kwenyu kwakaita semakomo makuru;*+

Mitongo yenyu yakaita semvura zhinji yakadzika.+

Haiwa Jehovha, munochengetedza* vanhu uye mhuka.+

 7 Rudo rwenyu rusingachinji runokosha kwazvo, haiwa Mwari.+

Mumumvuri wemapapiro enyu, vanakomana vevanhu vanopotera.+

 8 Vanonwa zvinhu zvakawanda* zvemumba menyu kusvikira vaguta,+

Uye munoita kuti vanwe murukova rwezvinhu zvenyu zvinofadza.+

 9 Kwamuri ndiko kunobva upenyu;*+

Chiedza chenyu chinoita kuti tione chiedza.+

10 Rambai muchiratidza vaya vanokuzivai rudo rwenyu rusingachinji,+

Uye muchiratidza kururama kwenyu vaya vakarurama mumwoyo.+

11 Musaita kuti tsoka yevanozvikudza inditsike

Kana kuti ruoko rwevakaipa rundidzinge.

12 Ikoko ndiko kwakawira vanoita zvakaipa;

Vakawisirwa pasi, uye havakwanisi kumuka.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe