RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 25:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 “‘Zvino kana makore makumi manomwe apera,+ ndichaita kuti mambo weBhabhironi norudzi irworwo vazvidavirire kukanganisa kwavo,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘kunyange nyika yevaKadheya,+ ndichaiita matongo nokusingagumi.+

  • Jeremiya 29:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ndichaita kuti mundiwane,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Ndichaunganidza boka renyu renhapwa, ndokuunganidzai muchibva kumarudzi ose nokunzvimbo dzose dzandakakuparadzirai kwadziri,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Ndichakudzosai kunzvimbo yandakaita kuti mubviswe pamakatapwa.’+

  • Jeremiya 33:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 inzwi rokupembera nomufaro uye inzwi rokufara,+ inzwi romuroori nenzwi romwenga, inzwi revaya vanoti: “Rumbidzai Jehovha wemauto, nokuti Jehovha akanaka;+ nokuti mutsa wake worudo unogara nokusingagumi!”’+

      “‘Vachange vachiuya nechinopiwa chokuonga muimba yaJehovha,+ nokuti ndichadzosa nhapwa dzenyika yacho sepakutanga,’+ Jehovha adaro.”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe