5 Naizvozvo vakasarudza kuti shoko racho riziviswe+ vaIsraeri vose, kubvira kuBheeri-shebha+ kusvikira kuDhani,+ kuti vauye kuzoitira Jehovha Mwari waIsraeri paseka kuJerusarema; nokuti vakanga vasina kuita saizvozvo vari vazhinji+ maererano nezvakanyorwa.+