RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 21:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Anatoti+ nemafuro aro, neArimoni+ nemafuro aro; maguta mana.

  • 1 Madzimambo 2:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Zvino mambo akati kumupristi Abhiyatari:+ “Enda kuAnatoti+ kumaruwa ako! Nokuti unofanira kufa;+ asi handizokuurayi nhasi, nokuti wakatakura areka yaChangamire Ishe Jehovha+ pamberi pababa vangu Dhavhidhi,+ uye nokuti wakatambudzika munguva yose yakatambudzika baba vangu.”+

  • 1 Makoronike 6:60
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 60 uye pakati pedzinza raBhenjamini, Gebha+ nemafuro aro neAremeti+ nemafuro aro neAnatoti+ nemafuro aro. Maguta avo ose aiva pakati pemhuri dzavo aiva maguta gumi nematatu.+

  • Jeremiya 29:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 saka, nei usina kutsiura Jeremiya wokuAnatoti,+ ari kuita somuprofita kwamuri?+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe