1 Samueri 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mudzimu+ waJehovha uchashanda pauri, uye uchataura somuprofita+ pamwe navo wochinjwa kuva mumwe munhu. 1 Samueri 19:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Sauro akabva atuma nhume kuti dzinotora Dhavhidhi. Padzakaona vaprofita vakwegura vachiprofita, uye Samueri akamira munzvimbo yake achivatungamirira, mudzimu+ waMwari wakava panhume dzaSauro, idzowo dzikatanga kuita sevaprofita.+ Jeremiya 43:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Azariya mwanakomana waHoshaya+ naJohanani+ mwanakomana waKareya nevarume vose vaizvikudza+ vakati kuna Jeremiya: “Uri kureva nhema.+ Jehovha Mwari wedu haana kukutuma, achiti, ‘Musapinda muIjipiti kuti mugare imomo muri vatorwa.’+
6 Mudzimu+ waJehovha uchashanda pauri, uye uchataura somuprofita+ pamwe navo wochinjwa kuva mumwe munhu.
20 Sauro akabva atuma nhume kuti dzinotora Dhavhidhi. Padzakaona vaprofita vakwegura vachiprofita, uye Samueri akamira munzvimbo yake achivatungamirira, mudzimu+ waMwari wakava panhume dzaSauro, idzowo dzikatanga kuita sevaprofita.+
2 Azariya mwanakomana waHoshaya+ naJohanani+ mwanakomana waKareya nevarume vose vaizvikudza+ vakati kuna Jeremiya: “Uri kureva nhema.+ Jehovha Mwari wedu haana kukutuma, achiti, ‘Musapinda muIjipiti kuti mugare imomo muri vatorwa.’+