2 Makoronike 16:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvisinei, Asa akagumbukira muoni wacho, akamuisa muimba yokuti asungwe mumatanda,+ nokuti akanga amutsamwira kwazvo nokuda kweizvi.+ Asa akatanga kudzvinyirira+ vamwe vanhu panguva iyoyo. Jeremiya 20:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Pashuri akabva arova muprofita Jeremiya,+ akamusunga mumatanda+ akanga ari paGedhi Rokumusoro raBhenjamini, raiva muimba yaJehovha. Mabasa 16:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvaakanga apiwa murayiro wakadaro, iye akavakanda mujeri+ romukatikati ndokusunga zvakasimba tsoka dzavo mumatanda.+
10 Zvisinei, Asa akagumbukira muoni wacho, akamuisa muimba yokuti asungwe mumatanda,+ nokuti akanga amutsamwira kwazvo nokuda kweizvi.+ Asa akatanga kudzvinyirira+ vamwe vanhu panguva iyoyo.
2 Pashuri akabva arova muprofita Jeremiya,+ akamusunga mumatanda+ akanga ari paGedhi Rokumusoro raBhenjamini, raiva muimba yaJehovha.
24 Zvaakanga apiwa murayiro wakadaro, iye akavakanda mujeri+ romukatikati ndokusunga zvakasimba tsoka dzavo mumatanda.+