2 Makoronike 16:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvisinei, Asa akagumbukira muoni wacho, akamuisa muimba yokuti asungwe mumatanda,+ nokuti akanga amutsamwira kwazvo nokuda kweizvi.+ Asa akatanga kudzvinyirira+ vamwe vanhu panguva iyoyo. Jeremiya 29:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 ‘Jehovha aita kuti uve mupristi panzvimbo paJehoyadha mupristi, kuti uve mutariri mukuru weimba yaJehovha+ kumunhu wose anopenga+ uye ari kuita somuprofita, uye iwe unofanira kumusunga mumatanda nomumatanda okurangira;+ Mabasa 16:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvaakanga apiwa murayiro wakadaro, iye akavakanda mujeri+ romukatikati ndokusunga zvakasimba tsoka dzavo mumatanda.+
10 Zvisinei, Asa akagumbukira muoni wacho, akamuisa muimba yokuti asungwe mumatanda,+ nokuti akanga amutsamwira kwazvo nokuda kweizvi.+ Asa akatanga kudzvinyirira+ vamwe vanhu panguva iyoyo.
26 ‘Jehovha aita kuti uve mupristi panzvimbo paJehoyadha mupristi, kuti uve mutariri mukuru weimba yaJehovha+ kumunhu wose anopenga+ uye ari kuita somuprofita, uye iwe unofanira kumusunga mumatanda nomumatanda okurangira;+
24 Zvaakanga apiwa murayiro wakadaro, iye akavakanda mujeri+ romukatikati ndokusunga zvakasimba tsoka dzavo mumatanda.+