Jeremiya 38:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Ebhedhi-mereki muItiopiya,+ murume akanga ari mukuru mukuru uye aiva muimba yamambo, akanzwa kuti vakanga vaisa Jeremiya mumugodhi; uye mambo akanga akagara paGedhi raBhenjamini.+
7 Zvino Ebhedhi-mereki muItiopiya,+ murume akanga ari mukuru mukuru uye aiva muimba yamambo, akanzwa kuti vakanga vaisa Jeremiya mumugodhi; uye mambo akanga akagara paGedhi raBhenjamini.+