Jeremiya 43:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Achauya orwisa nyika yeIjipiti.+ Munhu wose akafanirwa nedenda rinouraya achafa nedenda rinouraya, munhu wose akafanirwa nokutapwa achatapwa, munhu wose akafanirwa nebakatwa achaurayiwa nebakatwa.+ Ezekieri 6:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Ombera,+ utsike netsoka yako, uti: “Maiwe kani!” nokuda kwezvinhu zvose zvinosemesa zvakaipa zveimba yaIsraeri,+ nokuti vachaurayiwa nebakatwa,+ nenzara+ uye nedenda.+
11 Achauya orwisa nyika yeIjipiti.+ Munhu wose akafanirwa nedenda rinouraya achafa nedenda rinouraya, munhu wose akafanirwa nokutapwa achatapwa, munhu wose akafanirwa nebakatwa achaurayiwa nebakatwa.+
11 “Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Ombera,+ utsike netsoka yako, uti: “Maiwe kani!” nokuda kwezvinhu zvose zvinosemesa zvakaipa zveimba yaIsraeri,+ nokuti vachaurayiwa nebakatwa,+ nenzara+ uye nedenda.+