2 Madzimambo 24:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Mambo weIjipiti haana kuzobudazve+ munyika yake,+ nokuti mambo weBhabhironi akanga atora zvose zvaiva zvamambo weIjipiti,+ kubvira kumupata une rukova+ weIjipiti kusvikira kurwizi rwaYufratesi.+
7 Mambo weIjipiti haana kuzobudazve+ munyika yake,+ nokuti mambo weBhabhironi akanga atora zvose zvaiva zvamambo weIjipiti,+ kubvira kumupata une rukova+ weIjipiti kusvikira kurwizi rwaYufratesi.+