RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 18:15, 16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Mozisi akati kuna tezvara vake: “Nekuti vanhu vanoramba vachiuya kwandiri kuti vabvunze Mwari. 16 Kana pakaitika nyaya, inouya kwandiri, ndotonganisa vanhu vacho, ndovazivisa zvinenge zvasarudzwa naMwari wechokwadi uye mitemo yake.”+

  • Eksodho 33:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Jehovha aitaura naMozisi vakatarisana chiso nechiso,+ sezvinoita munhu achitaura nemumwe munhu. Paaidzokera kumusasa, Joshua+ mwanakomana waNuni, mushumiri uye mubatsiri wake,+ aisabva patende racho.

  • Revhitiko 24:11, 12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Mwana wemukadzi wacho wechiIsraeri akatanga kumhura Zita* achirituka.+ Saka vakauya naye kuna Mozisi.+ Amai vake vainzi Sheromiti, mwanasikana waDhibri wedzinza raDhani. 12 Vakamuisa* muusungwa kusvikira vava kuziva zvakanga zvasarudzwa+ naJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe