Eksodho 18:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Mosesi akabva ati kuna tezvara vake: “Nokuti vanhu vanoramba vachiuya kwandiri kuti vabvunze Mwari.+
15 Mosesi akabva ati kuna tezvara vake: “Nokuti vanhu vanoramba vachiuya kwandiri kuti vabvunze Mwari.+