RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 22:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Saka vakuru veMoabhi nevakuru veMidhiyani vakaenda kuna Bharami+ vakabata mari yekushopera, vakasvitsa shoko raBharaki.

  • Numeri 25:1-3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 VaIsraeri pavaigara muShitimu,+ vanhu vakatanga kuita unzenza* nevanasikana veMoabhi.+ 2 Vakadzi vacho vaikoka vanhu kuti vauye kuzvibayiro zvavanamwari vavo,+ uye vanhu vakatanga kudya, vachipfugamira vanamwari vavo.+ 3 Saka Israeri akabatana navo pakunamata Bhaari* wePeori,+ uye Jehovha akatsamwira Israeri kwazvo.

  • Numeri 25:17, 18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 “Tambudza vaMidhiyani, uvauraye,+ 18 nekuti vari kukutambudzai nezviito zvavo zveunyengeri panyaya yepaPeori+ neyaKozbhi mwanasikana wejinda reMidhiyani, hanzvadzi yavo yakaurayiwa+ musi wakaitika denda rakonzerwa nenyaya yepaPeori.”+

  • 1 VaKorinde 10:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Ngatiregeiwo kuita upombwe,* sevamwe vavo vakaita upombwe,* vakazofa, 23 000 musi mumwe chete.+

  • Zvakazarurwa 2:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 “‘Kunyange zvakadaro, zvishoma zvandinopesana newe ndezvekuti une vaya vari kutevera dzidziso yaBharami,+ uyo akadzidzisa Bharaki+ kuti aite zvinhu zvinotsausa vanakomana vaIsraeri, kuti vadye zvinhu zvakabayirwa zvidhori uye kuti vaite upombwe.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe