Eksodho 12:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Kuzoti pava pakati peusiku, Jehovha akarova matangwe ese aiva munyika yeIjipiti,+ kubvira kudangwe raFarao uyo akanga akagara pachigaro chake cheumambo kusvikira kudangwe renhapwa yaiva mujeri,* nematangwe ese emhuka.+ Pisarema 78:51 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 51 Akazopedzisira nekuuraya matangwe ese eIjipiti,+Kutanga kwesimba ravo rekubereka mumatende aHamu.
29 Kuzoti pava pakati peusiku, Jehovha akarova matangwe ese aiva munyika yeIjipiti,+ kubvira kudangwe raFarao uyo akanga akagara pachigaro chake cheumambo kusvikira kudangwe renhapwa yaiva mujeri,* nematangwe ese emhuka.+