RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 26:55
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 55 Asi nyika yacho inofanira kugovewa pachishandiswa mujenya.+ Vanofanira kuwana nhaka dzavo zvichienderana nemazita emadzinza emadzibaba avo.

  • Numeri 33:54
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 54 Munofanira kugova nyika yacho kumhuri dzenyu muchishandisa mujenya.+ Vanenge vakawanda, munofanira kuwedzera nhaka yavo, uye vanenge vari vashoma munofanira kuderedza nhaka yavo.+ Munhu wese achawana nhaka kunenge kwawira mujenya wake. Muchawana nhaka yenyu maererano nemadzinza emadzibaba enyu.+

  • Joshua 14:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Nhaka yavo yakagovewa pachishandiswa mujenya,+ sezvakanga zvarayirwa naJehovha achishandisa Mozisi kuti ipiwe kumadzinza 9 nehafu.+

  • Joshua 18:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Imi nyorai zvakaita nyika yacho, moikamura kuti ive migove minomwe, moiunza kuno kwandiri, uye ini ndichakukandirai mijenya+ pano pamberi paJehovha Mwari wedu.

  • Zvirevo 16:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Mujenya unokandirwa pamakumbo,+

      Asi zvisarudzo zvese zvinobuda zvinobva kuna Jehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe