RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 26:54
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 54 Vanenge vakawanda, unofanira kuwedzera nhaka yavo, uye vanenge vari vashoma unofanira kuderedza nhaka yavo.+ Boka rimwe nerimwe rinofanira kupiwa nhaka zvichienderana nekuwanda kwevaya vakanyorwa.

  • Numeri 33:54
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 54 Munofanira kugova nyika yacho kumhuri dzenyu muchishandisa mujenya.+ Vanenge vakawanda, munofanira kuwedzera nhaka yavo, uye vanenge vari vashoma munofanira kuderedza nhaka yavo.+ Munhu wese achawana nhaka kunenge kwawira mujenya wake. Muchawana nhaka yenyu maererano nemadzinza emadzibaba enyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe