RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 12:49
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 49 Pachashanda mutemo mumwe chete kumugari wemunyika yacho uye kumutorwa ari kugara pakati penyu.”+

  • Revhitiko 19:34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 34 Mutorwa anogara newe ngaave sechizvarwa chemunyika yenyu;+ uye unofanira kumuda sezvaunozviita, nekuti iwe waimbova mutorwa munyika yeIjipiti.+ Ndini Jehovha Mwari wenyu.

  • Numeri 15:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Panofanira kuva nemutemo mumwe chete nemutongo mumwe chete kwamuri nekumutorwa ari kugara nemi.’”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe