RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 23:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Akabva ataura chirevo ichi achiti:+

      “Bharaki mambo weMoabhi akanditora kubva kuAramu,+

      Kubva kumakomo ekumabvazuva:

      ‘Uya unditukire Jakobho.

      Chokwadi, uya utsoropodze Israeri.’+

  • Joshua 24:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Bharaki mwanakomana waZipori, mambo weMoabhi, akabva asimuka akarwa nevaIsraeri. Saka akashevedza Bharami mwanakomana waBheori kuti akutukei.+

  • Nehemiya 13:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Pazuva iroro bhuku raMozisi rakaverengwa vanhu vachinzwa;+ uye makawanikwa makanyorwa kuti hapatombofaniri kuva nemuAmoni kana muMoabhi+ anopinda muungano yaMwari wechokwadi,+ 2 nekuti ivo havana kunosangana nevaIsraeri nechingwa nemvura, asi vakabhadhara Bharami kuti avatuke.+ Asi Mwari wedu akachinja kutuka kwacho kukava kukomborera.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe