Numeri 22:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Ava mangwanani Bharaki akatora Bharami, akamukwidza paBhamoti-bhaari; ari ipapo aikwanisa kuona vanhu vacho vese.+ Numeri 23:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Bharami akabva ati kuna Bharaki: “Vaka atari nomwe panzvimbo iyi,+ uye ndigadzirire mikono minomwe yemombe nemakondohwe manomwe.” Numeri 23:28, 29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Saka Bharaki akaenda naBharami pamusoro pePeori, pakatarisana neJeshimoni.*+ 29 Bharami akabva ati kuna Bharaki: “Vaka atari nomwe panzvimbo iyi, uye ndigadzirire mikono minomwe yemombe nemakondohwe manomwe.”+
41 Ava mangwanani Bharaki akatora Bharami, akamukwidza paBhamoti-bhaari; ari ipapo aikwanisa kuona vanhu vacho vese.+
23 Bharami akabva ati kuna Bharaki: “Vaka atari nomwe panzvimbo iyi,+ uye ndigadzirire mikono minomwe yemombe nemakondohwe manomwe.”
28 Saka Bharaki akaenda naBharami pamusoro pePeori, pakatarisana neJeshimoni.*+ 29 Bharami akabva ati kuna Bharaki: “Vaka atari nomwe panzvimbo iyi, uye ndigadzirire mikono minomwe yemombe nemakondohwe manomwe.”+