Eksodho 30:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “Pese paunoverenga vanakomana vaIsraeri+ kuti uzive kuti vakawanda sei, mumwe nemumwe anofanira kupa Jehovha rudzikinuro rweupenyu hwake* panguva yavanenge vachiverengwa. Izvi zvinoitirwa kuti varege kuunzirwa dambudziko pavanenge vachiverengwa. Eksodho 38:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Munhu mumwe nemumwe akanga akaverengwa aiva nemakore 20 zvichikwira, akauya nehafu yeshekeri raienderana nehafu yeshekeri renzvimbo tsvene*+ uye vese vaisvika 603 550.+ Numeri 1:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Verengai+ ungano yese yevaIsraeri* mumwe nemumwe maererano nemhuri yake, maererano nedzimba dzemadzibaba avo, muchiverenga mazita evarume vese.
12 “Pese paunoverenga vanakomana vaIsraeri+ kuti uzive kuti vakawanda sei, mumwe nemumwe anofanira kupa Jehovha rudzikinuro rweupenyu hwake* panguva yavanenge vachiverengwa. Izvi zvinoitirwa kuti varege kuunzirwa dambudziko pavanenge vachiverengwa.
26 Munhu mumwe nemumwe akanga akaverengwa aiva nemakore 20 zvichikwira, akauya nehafu yeshekeri raienderana nehafu yeshekeri renzvimbo tsvene*+ uye vese vaisvika 603 550.+
2 “Verengai+ ungano yese yevaIsraeri* mumwe nemumwe maererano nemhuri yake, maererano nedzimba dzemadzibaba avo, muchiverenga mazita evarume vese.