Rute 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Jehovha ngaakupe mubayiro wezvawakaita,+ uye ngapave nemubayiro wako wakakwana unobva kuna Jehovha Mwari waIsraeri, ane mapapiro awauya kuzopotera pasi pawo.”+ Pisarema 17:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndichengetei semboni yeziso renyu;+Ndivanzei mumumvuri wemapapiro enyu.+
12 Jehovha ngaakupe mubayiro wezvawakaita,+ uye ngapave nemubayiro wako wakakwana unobva kuna Jehovha Mwari waIsraeri, ane mapapiro awauya kuzopotera pasi pawo.”+