RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 5:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Asi vese vanopotera kwamuri vachafara;+

      Vachagara vachipembera nemufaro.

      Muchadzivisa vanoda kuvakuvadza,

      Uye vaya vanoda zita renyu vachakufarirai.

  • Pisarema 57:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 57 Ndinzwireiwo nyasha, Mwari, ndinzwireiwo nyasha,

      Nekuti ndinopotera* kwamuri,+

      Uye ndinopotera mumumvuri wemapapiro enyu kusvikira matambudziko apfuura.+

  • Pisarema 61:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Ndichava muenzi mutende renyu nekusingaperi;+

      Ndichapotera pasi pemapapiro enyu.+ (Sera)

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe