25 Muchadzingwa pakati pevanhu, monogara nemhuka dzesango, uye muchadya uswa semombe; uye muchanyoroveswa nedova redenga,+ uye nguva nomwe+ dzichapera muriko,+ kusvikira maziva kuti Wekumusorosoro ndiye Mutongi muumambo hwevanhu, uye kuti anohupa waanoda.+