Pisarema 146:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Jehovha acharamba ari Mambo nekusingaperi,+Iye Mwari wako, haiwa iwe Ziyoni, kwezvizvarwa nezvizvarwa. Rumbidzai Jah!* 1 Timoti 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka Mambo asingagumi,+ asingafi,*+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngaapiwe kukudzwa nembiri nariini nariini. Ameni.
10 Jehovha acharamba ari Mambo nekusingaperi,+Iye Mwari wako, haiwa iwe Ziyoni, kwezvizvarwa nezvizvarwa. Rumbidzai Jah!*
17 Saka Mambo asingagumi,+ asingafi,*+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngaapiwe kukudzwa nembiri nariini nariini. Ameni.