Pisarema 31:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Idai Jehovha, imi mese vakavimbika kwaari!+ Jehovha anochengetedza vakatendeka,+Asi anonyatsotsiva munhu wese anoratidza kuzvikudza.+ Pisarema 97:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Imi vanoda Jehovha, vengai zvakaipa.+ Iye anochengetedza upenyu hwevanhu* vake vakavimbika;+Anovanunura mumaoko evakaipa.*+
23 Idai Jehovha, imi mese vakavimbika kwaari!+ Jehovha anochengetedza vakatendeka,+Asi anonyatsotsiva munhu wese anoratidza kuzvikudza.+
10 Imi vanoda Jehovha, vengai zvakaipa.+ Iye anochengetedza upenyu hwevanhu* vake vakavimbika;+Anovanunura mumaoko evakaipa.*+