Mabasa 2:43 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 43 Vanhu vese vakatanga kutya zvechokwadi, uye vaapostora vakatanga kuita zvishamiso nezviratidzo.+ Mabasa 5:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Zvakare, zviratidzo zvizhinji nezvishamiso zvakaramba zvichiitwa nemaoko evaapostora pakati pevanhu;+ uye vese vaiungana muVharanda raSoromoni.+
12 Zvakare, zviratidzo zvizhinji nezvishamiso zvakaramba zvichiitwa nemaoko evaapostora pakati pevanhu;+ uye vese vaiungana muVharanda raSoromoni.+