RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 16
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Jeremiya haafaniri kuroora, kuchema, kana kuenda kumabiko (1-9)

      • Kurangwa uye kudzoswa kunyika yavo (10-21)

Jeremiya 16:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 92-93

Jeremiya 16:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 15:2
  • +Pis 79:2, 3; Isa 5:25; Jer 7:33; 9:22; 36:30
  • +Eze 5:12

Jeremiya 16:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 24:16, 17
  • +Dhe 31:17; Isa 27:11; 63:10

Jeremiya 16:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Idzi itsika dzepamariro dzevahedheni dzinogona kunge dzaiitwa nevaIsraeri vakapanduka.

Jeremiya 16:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 24:7, 8; Jer 7:34; Zva 18:23

Jeremiya 16:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 5:19

Jeremiya 16:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 2:12
  • +Jer 8:1, 2
  • +Dha 9:11; Amo 2:4

Jeremiya 16:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 7:26
  • +Ne 9:29; Jer 6:28

Jeremiya 16:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 7:20; Jer 15:14; 17:4
  • +Dhe 4:27, 28; 28:36

Jeremiya 16:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:2; Jer 23:7, 8

Jeremiya 16:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 30:1-3; Jer 3:18; 24:6; 30:3; 32:37; Amo 9:14

Jeremiya 16:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2020, p. 5

    Nharireyomurindi,

    3/15/2007, p. 9

    “Rugwaro Rwose,” p. 126

Jeremiya 16:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nzira dzavo dzese.”

Jeremiya 16:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 40:2
  • +Re 26:30; Pis 106:38

Jeremiya 16:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Iyi inzvimbo yaishandiswa kuhwanda uchitiza muvengi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 17:17
  • +Jer 10:5, 14

Jeremiya 16:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 115:4; Jer 2:11; 1VaK 8:4

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 16:4Jer 15:2
Jer. 16:4Pis 79:2, 3; Isa 5:25; Jer 7:33; 9:22; 36:30
Jer. 16:4Eze 5:12
Jer. 16:5Eze 24:16, 17
Jer. 16:5Dhe 31:17; Isa 27:11; 63:10
Jer. 16:9Isa 24:7, 8; Jer 7:34; Zva 18:23
Jer. 16:10Jer 5:19
Jer. 16:11Vat 2:12
Jer. 16:11Jer 8:1, 2
Jer. 16:11Dha 9:11; Amo 2:4
Jer. 16:12Jer 7:26
Jer. 16:12Ne 9:29; Jer 6:28
Jer. 16:132Mak 7:20; Jer 15:14; 17:4
Jer. 16:13Dhe 4:27, 28; 28:36
Jer. 16:14Eks 20:2; Jer 23:7, 8
Jer. 16:15Dhe 30:1-3; Jer 3:18; 24:6; 30:3; 32:37; Amo 9:14
Jer. 16:18Isa 40:2
Jer. 16:18Re 26:30; Pis 106:38
Jer. 16:19Jer 17:17
Jer. 16:19Jer 10:5, 14
Jer. 16:20Pis 115:4; Jer 2:11; 1VaK 8:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 16:1-21

Jeremiya

16 Shoko raJehovha rakauyazve kwandiri richiti: 2 “Usaroora, uye usava nevanakomana nevanasikana munzvimbo ino. 3 Nekuti zvanzi naJehovha pamusoro pevanakomana uye vanasikana vanoberekerwa muno, uye pamusoro pavanaamai vavo vanovabereka uye pamusoro pavanababa vavo vanoita kuti vaberekwe munyika ino: 4 ‘Vachafa nezvirwere zvinouraya,+ asi hapana achavachema kana kuvaviga; vachava semupfudze panyika.+ Vachafa nebakatwa nenzara,+ uye zvitunha zvavo zvichadyiwa neshiri dzedenga nemhuka dzepanyika.’

 5 Nekuti zvanzi naJehovha,

‘Usapinda muimba inoitwa mutambo wevanochema,

Uye usaenda kunochema kana kunovanyaradza.’+

‘Nekuti ndabvisa rugare rwangu pavanhu ava,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,

‘Pamwe chete nerudo rwangu rusingachinji netsitsi dzangu.+

 6 Vakuru nevadiki vachafa munyika ino.

Havazovigwi,

Hapana achavachema,

Uye hapana achazvicheka-cheka kana kuzvigera muparavara nekuda kwavo.*

 7 Hapana achapa zvekudya kune vaya vanenge vachichema,

Kuti avanyaradze pakufirwa kwavo;

Uyewo hapana achavapa kapu yekunyaradza

Kuti vanwe vachichema baba kana amai vavo.

 8 Usapinda muimba yemabiko

Kuti ugare pasi navo uchidya nekunwa.’

9 “Nekuti zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri, ‘Mumazuva enyu ndichagumisa munzvimbo ino inzwi rekupembera neremufaro mukuru, inzwi remurume ari kuroora nenzwi remwenga, imi muchizviona.’+

10 “Paunoudza vanhu ava mashoko ese aya, vachakubvunza kuti, ‘Nei Jehovha ataura kuti tichawirwa nedambudziko guru rese iri? Chii chatakakanganisa uye chatakatadzira Jehovha Mwari wedu?’+ 11 Unofanira kuvapindura kuti, ‘“Nekuti madzitateguru enyu akandisiya,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “uye akaramba achitevera vamwe vanamwari, achivashumira nekuvakotamira.+ Asi ini akandisiya, uye haana kuchengeta mutemo wangu.+ 12 Imi makaita zvakaipa kutopfuura madzitateguru enyu,+ uye mumwe nemumwe wenyu ari kutevera mwoyo wake wakaoma uye wakaipa pane kunditeerera.+ 13 Saka ndichakukandai kunze kwenyika ino muchinopinda munyika yamusina kuziva imi kana madzitateguru enyu,+ uye ikoko muchange mava kufanira kushumira vamwe vanamwari siku nesikati,+ nekuti handizokunzwirii nyasha.”’

14 “‘Zvisinei, mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘pavasingazotizve: “NaJehovha mupenyu akabudisa vaIsraeri munyika yeIjipiti!”+ 15 asi vachati: “NaJehovha mupenyu, akaunza vaIsraeri achivabvisa munyika yekuchamhembe nemunyika dzese dzaakanga avaparadzira kwadziri!” Ndichavadzosa kunyika yavo, yandakapa madzitateguru avo.’+

16 ‘Ndichashevedza vabati vehove vazhinji,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,

‘Uye vachavaraura vovabata.

Pashure peizvi ndichashevedza vavhimi vazhinji,

Uye vachavavhima mumakomo ese nemuzvikomo zvese

Nemumikaha yematombo.

17 Nekuti maziso angu ari kuona zvese zvavanoita.*

Zviri pachena kwandiri,

Uyewo kukanganisa kwavo hakuna kuvanzwa pamberi pangu.

18 Kutanga, ndichatsiva zvakaenzanirana nekukanganisa kwavo nechivi chavo,+

Nekuti vakasvibisa nyika yangu nezvidhori zvavo zvinosemesa zvisina upenyu

Uye vakazadza nhaka yangu nezvinhu zvavo zvinosemesa.’”+

19 Haiwa Jehovha, simba rangu nenhare* yangu,

Nzvimbo yangu yekutizira pazuva rekutambudzika,+

Marudzi achauya kwamuri achibva kumigumo yenyika,

Uye achati: “Madzitateguru edu akagara nhaka nhema dzisingaiti,

Zvinhu pasina uye zvisina maturo, zvisina zvazvinobatsira.”+

20 Munhu angazvigadzirira vanamwari here?

Zvaanogadzira hazvisi vanamwari.+

21 “Saka ndichaita kuti vazive,

Panguva iyoyo ndichaita kuti vazive simba rangu neukuru hwangu,

Uye vachaziva kuti ndinonzi Jehovha.”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe