RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raEksodho

      • Dambudziko rechi10 rinoziviswa (1-10)

        • VaIsraeri vachafanira kukumbira zvipo (2)

Eksodho 11:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:34
  • +Eks 12:31, 32

Eksodho 11:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 3:21, 22; 12:35, 36; Pis 105:37

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2004, p. 26

Eksodho 11:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:29

Eksodho 11:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 4:22, 23; Pis 78:51; 105:36; 136:10; VaH 11:28
  • +Eks 12:12

Eksodho 11:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:30

Eksodho 11:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 8:22; 9:3, 4; 10:23; 12:13

Eksodho 11:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:33

Eksodho 11:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 3:19; 7:4; VaR 9:17, 18
  • +Eks 7:3

Eksodho 11:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 135:9
  • +Eks 4:21; 9:15, 16; 10:20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Eks. 11:1Dhe 4:34
Eks. 11:1Eks 12:31, 32
Eks. 11:2Eks 3:21, 22; 12:35, 36; Pis 105:37
Eks. 11:4Eks 12:29
Eks. 11:5Eks 4:22, 23; Pis 78:51; 105:36; 136:10; VaH 11:28
Eks. 11:5Eks 12:12
Eks. 11:6Eks 12:30
Eks. 11:7Eks 8:22; 9:3, 4; 10:23; 12:13
Eks. 11:8Eks 12:33
Eks. 11:9Eks 3:19; 7:4; VaR 9:17, 18
Eks. 11:9Eks 7:3
Eks. 11:10Pis 135:9
Eks. 11:10Eks 4:21; 9:15, 16; 10:20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Eksodho 11:1-10

Eksodho

11 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Pasara dambudziko rimwe chete randiri kuda kuunza pana Farao nepaIjipiti. Kana ndariunza achakuregai muchienda.+ Paachakuregai muchienda, achaita zvekukudzingai chaizvo.+ 2 Saka udza vanhu kuti murume wese, uye mukadzi wese anofanira kukumbira muvakidzani wake zvinhu zvesirivha nezvinhu zvegoridhe.”+ 3 Uye Jehovha akaita kuti vanhu vacho vanzwirwe nyasha nevaIjipiti. Uyewo Mozisi pachake akanga ava kuremekedzwa zvikuru munyika yeIjipiti nevashandi vaFarao uye nevanhu vese.

4 Mozisi akabva ati: “Zvanzi naJehovha, ‘Pakati peusiku ndichafamba nepakati peIjipiti,+ 5 uye matangwe ese ari munyika yeIjipiti achafa,+ kubvira kudangwe raFarao agere pachigaro chake cheumambo kusvikira kudangwe remurandakadzi ari kukuya paguyo, nematangwe ese ezvipfuwo.+ 6 Munyika yese yeIjipiti muchava nekuchema kukuru kwazvo kusati kwamboitika uye hakuzomboitiki zvakare.+ 7 Asi kunyange imbwa chaiyo haisi kuzohukurira vaIsraeri, vanhu kana zvipfuwo, kuti muzive kuti Jehovha anogona kuita kuti pave nemusiyano pakati pevaIjipiti nevaIsraeri.’+ 8 Uye vashandi vako vese vachauya, vondigwadamira, vachiti: ‘Enda, iwe nevanhu vese vanokutevera.’+ Pashure paizvozvo ndichabva ndabuda.” Saka akabva pamberi paFarao akatsamwa kwazvo.

9 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Farao haasi kuzokuteerera,+ kuti zvishamiso zvangu zviwedzere munyika yeIjipiti.”+ 10 Mozisi naAroni vakaita zvishamiso zvese izvi pamberi paFarao,+ asi Jehovha akarega mwoyo waFarao uchioma, zvekuti haana kurega vaIsraeri vachibuda munyika yake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe