RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 59
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mwari, inhoo uye inzvimbo yekupotera

        • “Musanzwira tsitsi vatengesi” (5)

        • “Ndichaimba nezvesimba renyu” (16)

Pisarema 59:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 19:11

Pisarema 59:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 19:12; Pis 18:48; 71:4
  • +Pis 12:5; 91:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2008, p. 14

Pisarema 59:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanoda zvekudeura ropa.”

Pisarema 59:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Vakahwandira mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 19:1; Pis 10:9; 71:10
  • +1Sa 24:11; 26:18; Pis 69:4

Pisarema 59:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:29
  • +Zvi 2:22

Pisarema 59:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Vanohukura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 19:11
  • +Pis 22:16
  • +Pis 59:14

Pisarema 59:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 57:4; 64:3
  • +Pis 10:4, 11; 73:3, 11

Pisarema 59:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:12, 13
  • +Pis 33:10

Pisarema 59:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yakakwirira yakachengeteka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:1; 46:1
  • +Pis 9:9; 62:2

Pisarema 59:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 6:4
  • +Pis 54:7

Pisarema 59:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:1; Dhe 33:29; Pis 3:3

Pisarema 59:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 64:8; Zvi 12:13; 16:18

Pisarema 59:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 7:9
  • +1Sa 17:46; Pis 9:16; 83:17, 18

Pisarema 59:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ngavahukure.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 59:6

Pisarema 59:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 109:2, 10

Pisarema 59:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 37:23; Pis 21:13; 145:10-12
  • +1Sa 17:37; Pis 61:3
  • +Zvi 18:10

Pisarema 59:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndichakuridzirai rwiyo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 12:2
  • +Pis 59:10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 59:mashoko ekusuma1Sa 19:11
Pis. 59:11Sa 19:12; Pis 18:48; 71:4
Pis. 59:1Pis 12:5; 91:14
Pis. 59:31Sa 19:1; Pis 10:9; 71:10
Pis. 59:31Sa 24:11; 26:18; Pis 69:4
Pis. 59:5Dhe 33:29
Pis. 59:5Zvi 2:22
Pis. 59:61Sa 19:11
Pis. 59:6Pis 22:16
Pis. 59:6Pis 59:14
Pis. 59:7Pis 57:4; 64:3
Pis. 59:7Pis 10:4, 11; 73:3, 11
Pis. 59:8Pis 37:12, 13
Pis. 59:8Pis 33:10
Pis. 59:9Pis 27:1; 46:1
Pis. 59:9Pis 9:9; 62:2
Pis. 59:10Pis 6:4
Pis. 59:10Pis 54:7
Pis. 59:11Ge 15:1; Dhe 33:29; Pis 3:3
Pis. 59:12Pis 64:8; Zvi 12:13; 16:18
Pis. 59:13Pis 7:9
Pis. 59:131Sa 17:46; Pis 9:16; 83:17, 18
Pis. 59:14Pis 59:6
Pis. 59:15Pis 109:2, 10
Pis. 59:16Job 37:23; Pis 21:13; 145:10-12
Pis. 59:161Sa 17:37; Pis 61:3
Pis. 59:16Zvi 18:10
Pis. 59:17Isa 12:2
Pis. 59:17Pis 59:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 59:1-17

Mapisarema

Kumutungamiriri; mutinhimira unonzi, “Musaparadza.” Rwiyo rwaDhavhidhi. Miktamu.* Pakatumwa varume naSauro kuti vanogaririra Dhavhidhi pamba pake vachida kumuuraya.+

59 Ndinunurei pavavengi vangu, haiwa Mwari wangu;+

Ndidzivirirei pane vaya vari kundipandukira.+

 2 Ndinunurei pavanhu vanoita zvakaipa,

Uye ndiponesei pavarume vanoita zvemhirizhonga.*

 3 Onai! Vakandihwandira;*+

Varume vakasimba vanondirwisa

Ini ndisina kupanduka kana kuita chivi,+ haiwa Jehovha.

 4 Kunyange ndisina chandakatadza, vanomhanya vogadzirira kundirwisa.

Simukai pandinoshevedzera muone.

 5 Nekuti imi Jehovha Mwari wemauto, ndimi Mwari waIsraeri.+

Mukai muongorore marudzi ese.

Musanzwira tsitsi vatengesi vese vakaipa.+ (Sera)

 6 Vanodzoka manheru ega ega;+

Vanohon’a* sembwa+ uye vanonyangira vachipoterera guta.+

 7 Onai zvinobuda mumiromo yavo;

Miromo yavo yakaita semapakatwa,+

Nekuti vanoti: “Ndiani ari kuteerera?”+

 8 Asi imi, haiwa Jehovha, muchavaseka;+

Muchanyomba marudzi ese.+

 9 Haiwa imi Simba rangu, ndicharamba ndakakumirirai;+

Nekuti Mwari ndiye nzvimbo yangu yekupotera.*+

10 Mwari anondiratidza rudo rusingachinji achauya kuzondibatsira;+

Mwari achaita kuti nditarise vavengi vangu ndavakunda.+

11 Musavauraya, kuti vanhu vangu varege kukanganwa.

Nesimba renyu itai kuti vadzungaire;

Vawisirei pasi, haiwa Jehovha, nhoo yedu.+

12 Nemhaka yechivi chemuromo wavo, shoko remiromo yavo,

Ngavabatwe nekuzvikudza kwavo,+

Nemhaka yekutuka uye kunyengera kwavanoita vachitaura.

13 Vapedzisei makatsamwa;+

Vapedzisei, kuti varege kuvapozve;

Itai kuti vazive kuti Mwari ari kutonga pakati paJakobho kusvikira kumigumo yenyika.+ (Sera)

14 Ngavadzoke manheru;

Ngavahon’e* sembwa, uye ngavanyangire vachipoterera guta.+

15 Ngavadzungaire vachitsvaga chekudya;+

Musaita kuti vagute kana kuwana pekugara.

16 Asi kana ndiri ini ndichaimba nezvesimba renyu;+

Mangwanani ndichataura ndichifara nezverudo rwenyu rusingachinji.

Nekuti muri nzvimbo yangu yekupotera+

Uye nzvimbo yangu yekutizira pandinenge ndichitambudzika.+

17 Haiwa imi Simba rangu, ndichaimba ndichikurumbidzai,*+

Nekuti Mwari ndiye nzvimbo yangu yekupotera, Mwari anondiratidza rudo rusingachinji.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe