RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 63
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kusuwa Mwari

        • “Rudo rwenyu rusingachinji runopfuura upenyu” (3)

        • ‘Kugutswa nezvakanakisisa’ (5)

        • Kufungisisa nezvaMwari usiku (6)

        • ‘Ndinonamatira kuna Mwari’ (8)

Pisarema 63:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 23:14

Pisarema 63:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu une nyota.”

  • *

    ChiHeb., “Nyama yangu yapera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 26:9
  • +Pis 42:2
  • +Pis 63:mashoko ekusuma; 143:6

Pisarema 63:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:28; Pis 96:6

Pisarema 63:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 30:5; 100:5
  • +Pis 66:16, 17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 11

    10/15/2001, pp. 15-16

Pisarema 63:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu unogutswa.”

  • *

    ChiHeb., “sekunge ndadya mafuta nezvakakora.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 71:23; 135:3

Pisarema 63:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:55, 148

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    9/2018, p. 22

Pisarema 63:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:37
  • +Pis 5:11; 57:1; 61:4

Pisarema 63:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 41:10

Pisarema 63:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu.”

Pisarema 63:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvemakava.”

Pisarema 63:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Mwari.

  • *

    Kana kuti “achazvirumbidza.”

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 63:mashoko ekusuma1Sa 23:14
Pis. 63:1Isa 26:9
Pis. 63:1Pis 42:2
Pis. 63:1Pis 63:mashoko ekusuma; 143:6
Pis. 63:21Mak 16:28; Pis 96:6
Pis. 63:3Pis 30:5; 100:5
Pis. 63:3Pis 66:16, 17
Pis. 63:5Pis 71:23; 135:3
Pis. 63:6Pis 119:55, 148
Pis. 63:71Sa 17:37
Pis. 63:7Pis 5:11; 57:1; 61:4
Pis. 63:8Isa 41:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 63:1-11

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi, paakanga ari murenje reJudha.+

63 Haiwa Mwari, muri Mwari wangu, ndinoramba ndichikutsvagai.+

Ndine nyota* yekuva nemi.+

Ndapera* simba nekukusuwai

Munyika yakaoma uye yakaita gwenga, isina mvura.+

 2 Saka ndakatarisa kwamuri ndiri munzvimbo tsvene;

Ndakaona simba renyu nekubwinya kwenyu.+

 3 Nekuti rudo rwenyu rusingachinji runopfuura upenyu,+

Miromo yangu ichakurumbidzai.+

 4 Saka ndichakurumbidzai kweupenyu hwangu hwese;

Ndichasimudza maoko angu muzita renyu.

 5 Ndinogutswa* nemugove wakanakisisa,*

Saka miromo yangu ichakurumbidzai nemufaro.+

 6 Ndinokuyeukai ndiri pamubhedha wangu;

Ndinofungisisa nezvenyu nguva yekurinda kweusiku.+

 7 Nekuti muri mubatsiri wangu,+

Uye ndinopembera nemufaro ndiri mumumvuri wemapapiro enyu.+

 8 Ndinoramba ndakanamatira pamuri;

Ruoko rwenyu rwerudyi runoramba rwakandibatisisa.+

 9 Asi vaya vari kutsvaga kuparadza upenyu hwangu*

Vachadzika pasi pasi penyika.

10 Vachaiswa kusimba rebakatwa;

Vachava zvekudya zvehunguhwe.*

11 Asi mambo achafara muna Mwari.

Munhu wese anopika naye* achafarisisa,*

Nekuti miromo yevanoreva nhema ichanyararidzwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe