RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 45
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Shoko raJehovha kuna Bharuki (1-5)

Jeremiya 45:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 32:12; 43:3
  • +Jer 36:4, 32
  • +Jer 25:1; 36:1

Jeremiya 45:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 103-105

    Nharireyomurindi,

    8/15/2006, p. 17

    8/15/1997, p. 21

Jeremiya 45:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 5:5; Jer 1:1, 10

Jeremiya 45:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kutarisira.”

  • *

    Kana kuti “pavanhu vese.”

  • *

    Kana kuti “mweya wako.”

  • *

    Kana kuti “ndichakuponesa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 66:16; Jer 25:17, 26; Zef 3:8
  • +Jer 21:9; 39:18; 43:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 103-113

    Nharireyomurindi,

    10/15/2008, pp. 8-9

    4/15/2008, p. 15

    8/15/2006, pp. 17-19

    10/1/2002, pp. 14-15

    2/15/2000, p. 6

    8/15/1997, p. 21

    Mukai!,

    4/8/2003, p. 19

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 45:1Jer 32:12; 43:3
Jer. 45:1Jer 36:4, 32
Jer. 45:1Jer 25:1; 36:1
Jer. 45:4Isa 5:5; Jer 1:1, 10
Jer. 45:5Isa 66:16; Jer 25:17, 26; Zef 3:8
Jer. 45:5Jer 21:9; 39:18; 43:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 45:1-5

Jeremiya

45 Iri ndiro shoko rakataurwa nemuprofita Jeremiya kuna Bharuki+ mwanakomana waNeriya paakanyora mashoko aya mubhuku achiudzwa naJeremiya+ mugore rechina raJehoyakimu+ mwanakomana waJosiya, mambo weJudha:

2 “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri pamusoro pako iwe Bharuki, 3 ‘Iwe wakati: “Ndine nhamo, nekuti Jehovha awedzera shungu pakurwadziwa kwangu! Ndaneta nekugomera kwangu, uye ndashaya nzvimbo yekuzororera.”’

4 “Uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: “Inzwa! Ndiri kuputsa zvandakavaka, uye ndiri kudzura zvandakadyara, iyo nyika yacho yese.+ 5 Asi iwe uri kuzvitsvagira* zvinhu zvikuru. Usaramba uchitsvaga zvinhu izvozvo.”’

“‘Nekuti ndava kuda kuunza dambudziko panyama yese,’*+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye chero kwaungaenda, ndichakupa upenyu hwako* sechinhu chawapamba.’”*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe