RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 112
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munhu akarurama anotya Jehovha

        • Munhu anopa nemwoyo wese achabudirira (5)

        • “Munhu akarurama achayeukwa nekusingaperi” (6)

        • Munhu anopa nemwoyo wese anopa varombo (9)

Pisarema 112:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:2; Zva 19:1
  • +Pis 111:10
  • +Pis 1:1, 2; 40:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 25-26

    7/15/2000, p. 5

Pisarema 112:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:12, 13; 37:25, 26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 25-26

Pisarema 112:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 26-27

Pisarema 112:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ane nyasha.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 97:11; 1Pe 2:9
  • +Ru 6:36; VaE 4:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 26-27

Pisarema 112:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 15:7, 8; Pis 41:1; Zvi 19:17; Ru 6:34, 35; Mab 20:35; VaH 13:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, p. 27

Pisarema 112:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 15:5; 125:1
  • +Ne 5:19; Zvi 10:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 27-28

Pisarema 112:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:1; Zvi 3:25
  • +Pis 62:8; Isa 26:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 27-28

Pisarema 112:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 28:1
  • +Pis 59:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 27-28

Pisarema 112:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nyanga yake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 15:11; Zvi 11:24; 19:17
  • +Dhe 24:12, 13; 2VaK 9:9; VaH 6:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 27-28

Pisarema 112:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 11:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, p. 28

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 112:1Eks 15:2; Zva 19:1
Pis. 112:1Pis 111:10
Pis. 112:1Pis 1:1, 2; 40:8
Pis. 112:2Pis 25:12, 13; 37:25, 26
Pis. 112:4Pis 97:11; 1Pe 2:9
Pis. 112:4Ru 6:36; VaE 4:32
Pis. 112:5Dhe 15:7, 8; Pis 41:1; Zvi 19:17; Ru 6:34, 35; Mab 20:35; VaH 13:16
Pis. 112:6Pis 15:5; 125:1
Pis. 112:6Ne 5:19; Zvi 10:7
Pis. 112:7Pis 27:1; Zvi 3:25
Pis. 112:7Pis 62:8; Isa 26:3
Pis. 112:8Zvi 28:1
Pis. 112:8Pis 59:10
Pis. 112:9Dhe 15:11; Zvi 11:24; 19:17
Pis. 112:9Dhe 24:12, 13; 2VaK 9:9; VaH 6:10
Pis. 112:10Zvi 11:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 112:1-10

Mapisarema

112 Rumbidzai Jah!*+

א [Aleph]

Anofara munhu anotya Jehovha,+

ב [Beth]

Anofarira mirayiro yake zvikuru.+

ג [Gimel]

 2 Vana vake vachava nesimba guru panyika,

ד [Daleth]

Uye chizvarwa chevakarurama chichakomborerwa.+

ה [He]

 3 Zvinhu zvinokosha nepfuma zviri mumba make,

ו [Waw]

Uye kururama kwake kunogara kuripo nekusingaperi.

ז [Zayin]

 4 Anopenya murima sechiedza kune vakarurama.+

ח [Heth]

Ane tsitsi* nengoni+ uye akarurama.

ט [Teth]

 5 Munhu anopa chikwereti nekuti anonzwira nyasha zvinomufambira zvakanaka.+

י [Yod]

Anoita mabasa ake zvakarurama.

כ [Kaph]

 6 Haazombozununguswi.+

ל [Lamed]

Munhu akarurama achayeukwa nekusingaperi.+

מ [Mem]

 7 Haazotyi mashoko akaipa.+

נ [Nun]

Mwoyo wake wakadzikama, unovimba naJehovha.+

ס [Samekh]

 8 Mwoyo wake hauzununguki; haatyi;+

ע [Ayin]

Pakupedzisira achatarisa mhandu dzake adzikunda.+

פ [Pe]

 9 Akapa vakawanda; akapa varombo.+

צ [Tsade]

Kururama kwake kunogara nekusingaperi.+

ק [Qoph]

Simba rake* richakwidziridzwa nekukudzwa.

ר [Resh]

10 Munhu akaipa achazviona ogumbuka.

ש [Shin]

Acharumanisa mazino ake, onyangarika.

ת [Taw]

Zvido zveakaipa zvichaparara.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe