RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 76
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kukunda kwaMwari vavengi veZiyoni

        • Mwari anoponesa vanyoro (9)

        • Vavengi vanozvikudza vachaninipiswa (12)

Pisarema 76:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 35:15

Pisarema 76:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 48:1, 3
  • +2Mak 2:5

Pisarema 76:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 14:18
  • +Pis 74:2; 132:13; 135:21

Pisarema 76:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 32:21; Pis 46:9

Pisarema 76:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Makaputirwa nechiedza.”

Pisarema 76:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 1:51
  • +Isa 31:8; 37:36

Pisarema 76:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Na 2:13

Pisarema 76:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:7
  • +Jer 10:10; Na 1:6

Pisarema 76:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:49
  • +2Mak 20:29; Pis 2:4, 5

Pisarema 76:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 147:6; Zvi 3:34; Zef 2:3

Pisarema 76:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:4; Dha 3:19, 28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 19

    7/15/2006, p. 11

Pisarema 76:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 30:2
  • +2Mak 32:23; Pis 89:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 76:mashoko ekusuma2Mak 35:15
Pis. 76:1Pis 48:1, 3
Pis. 76:12Mak 2:5
Pis. 76:2Ge 14:18
Pis. 76:2Pis 74:2; 132:13; 135:21
Pis. 76:32Mak 32:21; Pis 46:9
Pis. 76:5Ru 1:51
Pis. 76:5Isa 31:8; 37:36
Pis. 76:6Na 2:13
Pis. 76:7Pis 89:7
Pis. 76:7Jer 10:10; Na 1:6
Pis. 76:81Mad 8:49
Pis. 76:82Mak 20:29; Pis 2:4, 5
Pis. 76:9Pis 147:6; Zvi 3:34; Zef 2:3
Pis. 76:10Zvi 16:4; Dha 3:19, 28
Pis. 76:11Nu 30:2
Pis. 76:112Mak 32:23; Pis 89:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 76:1-12

Mapisarema

Kumutungamiriri; runofanira kuimbwa pamwe nezviridzwa zvine tambo. Pisarema raAsafi.+ Rwiyo.

76 Mwari anozivikanwa muJudha;+

Zita rake iguru muIsraeri.+

 2 Nzvimbo yake yekuzororera iri muSarema,+

Uye nzvimbo yake yekugara iri muZiyoni.+

 3 Ikoko akatyora miseve yeuta inobvira moto,

Nhoo nebakatwa nezvombo zvehondo.+ (Sera)

 4 Munopenya zvakajeka;*

Muri mukuru kupfuura makomo anogara zvikara.

 5 Vane mwoyo yakashinga vatorerwa zvinhu zvavo.+

Vabatwa nehope;

Varwi vese hapana zvavaibatsira.+

 6 Kutuka kwenyu, haiwa Mwari waJakobho, kwaita kuti

Mutyairi wengoro abatwe nehope pamwe nebhiza rake.+

 7 Imi mega ndimi munoshamisa.+

Ndiani angamira kana matsamwa zvikuru?+

 8 Makapa mutongo muri kudenga;+

Nyika yakatya uye yakanyarara+

 9 Pakasimuka Mwari kuti ape mutongo,

Kuti aponese vanyoro vese vepanyika.+ (Sera)

10 Nekuti hasha dzemunhu dzichaita kuti murumbidzwe;+

Muchazvishongedza nehasha dzavo dzinenge dzasara.

11 Itai mhiko dzenyu kuna Jehovha Mwari wenyu, moita zvamunenge mapika,+

Vese vakamupoteredza ngavauye nechipo chavo vachitya.+

12 Achaninipisa vatungamiriri vanozvikudza;

Anoita kuti madzimambo epanyika atye.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe