RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 30
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kuchema kunochinja kuva kupembera

        • Kufarirwa naMwari ndekweupenyu hwese (5)

Pisarema 30:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:2; 41:11

Pisarema 30:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 20:5; Pis 6:2; 103:3

Pisarema 30:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “makasimudza mweya wangu.”

  • *

    Kana kuti “muSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Kana kuti “muguva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 86:13
  • +Pis 16:10; 28:1; Isa 38:17; Jon 2:6

Pisarema 30:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ridzirai Jehovha rwiyo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 32:11
  • +Eks 3:15

Pisarema 30:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 12:1
  • +Isa 54:8
  • +Pis 126:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 20

Pisarema 30:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuzodzedzereka.”

Pisarema 30:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:12; Pis 89:17
  • +Pis 10:1; 143:7

Pisarema 30:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:6; 77:1

Pisarema 30:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muguva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 28:1
  • +Pis 6:5; 115:17; Mup 9:10
  • +Pis 88:11; Isa 38:18

Pisarema 30:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 143:1
  • +Pis 28:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 30:1Pis 25:2; 41:11
Pis. 30:22Mad 20:5; Pis 6:2; 103:3
Pis. 30:3Pis 86:13
Pis. 30:3Pis 16:10; 28:1; Isa 38:17; Jon 2:6
Pis. 30:4Pis 32:11
Pis. 30:4Eks 3:15
Pis. 30:5Isa 12:1
Pis. 30:5Isa 54:8
Pis. 30:5Pis 126:5
Pis. 30:72Sa 5:12; Pis 89:17
Pis. 30:7Pis 10:1; 143:7
Pis. 30:8Pis 34:6; 77:1
Pis. 30:9Pis 28:1
Pis. 30:9Pis 6:5; 115:17; Mup 9:10
Pis. 30:9Pis 88:11; Isa 38:18
Pis. 30:10Pis 143:1
Pis. 30:10Pis 28:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 30:1-12

Mapisarema

Pisarema. Rwiyo rwekukumikidza imba. Rwiyo rwaDhavhidhi.

30 Ndichakukudzai, haiwa Jehovha, nekuti makandisimudza;

Hamuna kurega vavengi vangu vachifara pamusoro pangu.+

 2 Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndakakuchemerai kuti mundibatsire, mukandiporesa.+

 3 Haiwa Jehovha, makandisimudza* kubva muGuva.*+

Makandichengetedza ndiri mupenyu; makaita kuti ndirege kunyura mugomba.*+

 4 Imbai muchirumbidza Jehovha,* imi vanhu vake vakavimbika,+

Ongai zita rake dzvene;+

 5 Nekuti kutsamwirwa naye ndekwenguva pfupi,+

Asi kufarirwa naye ndekweupenyu hwese.+

Kuchema kunogona kuvapo manheru, asi ava mangwanani, panova nekupembera nemufaro.+

 6 Pandakanga ndakagara zvakanaka ndakati:

“Handisi kuzozununguswa.”*

 7 Haiwa Jehovha, pamaindifarira, makaita kuti ndisimbe segomo.+

Asi pamakavanza chiso chenyu, ndakatanga kutya.+

 8 Ndakaramba ndichishevedzera kwamuri,+ haiwa Jehovha;

Uye ndakaramba ndichiteterera Jehovha kuti andinzwire nyasha.

 9 Zvinobatsirei kuti ndife, ndidzike mugomba?*+

Guruva ringakurumbidzai here?+ Ringataura nezvekutendeka kwenyu here?+

10 Ndinzweiwo Jehovha, uye ndinzwireiwo nyasha.+

Haiwa Jehovha, ivai mubatsiri wangu.+

11 Makachinja kuchema kwangu kuti kuve kutamba;

Makandibvisa masaga, mukandipfekedza mufaro,

12 Kuti ndiimbe ndichikurumbidzai, ndirege kuramba ndakanyarara.

Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndichakurumbidzai nekusingagumi.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe