RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMuparidzi

      • Upenzi hushoma hunovharidzira uchenjeri (1)

      • Zvakaipira kusaita zvinhu nemazvo (2-11)

      • Matambudziko anosangana nebenzi (12-15)

      • Upenzi hwevamwe vatongi (16-20)

        • Shiri inogona kudzokorora mashoko ako (20)

Muparidzi 10:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 20:10, 12; 2Sa 12:9-11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 16

    Mukai!,

    3/8/2001, pp. 19-20

Muparidzi 10:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “uri kuruoko rwake rwerudyi.”

  • *

    ChiHeb., “uri kuruoko rwaro rweruboshwe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:8; 17:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 15

Muparidzi 10:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:23
  • +Zvi 13:16; 18:7

Muparidzi 10:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 8:2, 3
  • +1Sa 25:23, 24; Zvi 25:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 16

    9/15/1990, p. 22

Muparidzi 10:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 26:21; 1Mad 12:13, 14

Muparidzi 10:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 30:21-23

Muparidzi 10:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 26:27

Muparidzi 10:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “anofanira kuangwarira.”

Muparidzi 10:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    3/2014, p. 9

    Nharireyomurindi,

    10/1/2000, p. 16

Muparidzi 10:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kunyanzvi yerurimi.”

Muparidzi 10:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 10:6, 8; Pis 37:30; Ru 4:22; VaE 4:29
  • +Pis 64:2, 8; Zvi 10:14, 21; 14:3

Muparidzi 10:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 25:10, 11

Muparidzi 10:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:19; 15:2
  • +Zvi 27:1; Mup 6:12; Jak 4:13, 14

Muparidzi 10:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 15

Muparidzi 10:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 13:7; 36:9

Muparidzi 10:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 31:4, 5

Muparidzi 10:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 21:25; 24:33, 34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/1/1996, p. 22

Muparidzi 10:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Zvekudya ndezvekuti.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 104:15; Mup 9:7
  • +Mup 7:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1998, p. 4

Muparidzi 10:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “kunyange uri pamubhedha wako.”

  • *

    ChiHeb., “chisikwa chinobhururuka chekudenga.”

  • *

    Kana kuti “mashoko acho.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 22:28

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Mup. 10:1Nu 20:10, 12; 2Sa 12:9-11
Mup. 10:2Zvi 14:8; 17:16
Mup. 10:3Zvi 10:23
Mup. 10:3Zvi 13:16; 18:7
Mup. 10:4Mup 8:2, 3
Mup. 10:41Sa 25:23, 24; Zvi 25:15
Mup. 10:51Sa 26:21; 1Mad 12:13, 14
Mup. 10:7Zvi 30:21-23
Mup. 10:8Zvi 26:27
Mup. 10:121Mad 10:6, 8; Pis 37:30; Ru 4:22; VaE 4:29
Mup. 10:12Pis 64:2, 8; Zvi 10:14, 21; 14:3
Mup. 10:131Sa 25:10, 11
Mup. 10:14Zvi 10:19; 15:2
Mup. 10:14Zvi 27:1; Mup 6:12; Jak 4:13, 14
Mup. 10:162Mak 13:7; 36:9
Mup. 10:17Zvi 31:4, 5
Mup. 10:18Zvi 21:25; 24:33, 34
Mup. 10:19Pis 104:15; Mup 9:7
Mup. 10:19Mup 7:12
Mup. 10:20Eks 22:28
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Muparidzi 10:1-20

Muparidzi

10 Sezvo nhunzi dzakafa dzichiita kuti mafuta akasanganiswa zvakanaka anhuhwe uye apupume, upenzi hushoma hunovharidzira uchenjeri nekukudzwa.+

2 Mwoyo wemunhu akachenjera unomutungamirira munzira yakarurama,* asi mwoyo webenzi unoritungamirira munzira isina kururama.*+ 3 Benzi parinofamba munzira chero ipi zvayo, rinenge risina pfungwa,+ uye rinoita kuti munhu wese azive kuti ibenzi.+

4 Kana mutongi akakuitira hasha, usabva panzvimbo yako,+ nekuti unyoro hunodzikamisa zvivi zvikuru.+

5 Pane chimwe chinhu chinotambudza chandakaona pasi pezuva, chinokanganiswa nevaya vane masimba:+ 6 Upenzi hunoiswa munzvimbo zhinji dzakakwirira, asi vapfumi vanoramba vari munzvimbo dzakaderera.

7 Ndakaona varanda vari pamabhiza asi machinda achifamba netsoka sevaranda.+

8 Munhu anochera gomba anogona kuwira mariri;+ uye munhu anoputsa rusvingo rwematombo anogona kurumwa nenyoka.

9 Munhu anochera matombo anogona kukuvadzwa nawo, uye munhu anotsemura matanda anogona kukuvadzwa nawo.*

10 Kana mudziyo wesimbi wakagomara uye munhu akasaurodza, achaisa simba rakawanda pakuushandisa. Asi uchenjeri hunobatsira kuti munhu abudirire.

11 Kana nyoka ikaruma isati yaitirwa mashiripiti, hazvina zvazvinobatsira kumunhu wacho anoita zvemashiripiti.*

12 Mashoko anobva mumuromo memunhu akachenjera anoita kuti afarirwe,+ asi miromo yebenzi ndiyo inoriparadza.+ 13 Mashoko anotanga kubuda mumuromo maro ndeeupenzi,+ uye mashoko arinopedzisira kutaura ndeekupenga kunoparadza. 14 Asi benzi rinoramba richingotaura.+

Munhu haazivi zvichaitika; ndiani angamuudza zvichauya kana asisipo?+

15 Kushanda nesimba kunoita benzi kunorinetesa, nekuti haritombozivi kuti rinoenda sei kuguta.

16 Nyika iri munhamo chaiyo kana mambo wacho ari mukomana+ uye machinda acho achitofumira kuita mabiko! 17 Nyika inofara chaizvo kana mambo wacho ari mwanakomana wekuimba huru uye machinda acho achidya panguva yakakodzera kuti ave nesimba, kwete kuti adhakwe!+

18 Usimbe hwakanyanyisa hunoita kuti mapango edenga remba awire mukati, uye kugarira maoko kunoita kuti imba ipinde mvura.+

19 Chingwa ndechekuti* vanhu vaseke, uye waini inoita kuti upenyu hunakidze;+ asi mari ndiyo inoshanda pazvinhu zvese.+

20 Usatuka mambo kunyange mupfungwa dzako,*+ uye usatuka mupfumi uri muimba yako yekurara; nekuti shiri* inogona kutakura inzwi racho,* kana kuti chisikwa chine mapapiro chinogona kudzokorora zvakataurwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe