Muparidzi 10:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Unofara, haiwa iwe nyika, mambo wako paanenge ari mwanakomana wevanokudzwa uye machinda ako paanenge achidya panguva yakakodzera kuti ave nesimba, kwete kuti angonwawo zvawo.+
17 Unofara, haiwa iwe nyika, mambo wako paanenge ari mwanakomana wevanokudzwa uye machinda ako paanenge achidya panguva yakakodzera kuti ave nesimba, kwete kuti angonwawo zvawo.+