RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 73
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munhu anotya Mwari anopengenuka pamaonero aanoita zvinhu

        • “Tsoka dzangu dzakanga dzava kuda kutsauka” (2)

        • “Ndaiswera ndichitambudzika” (14)

        • “Kusvikira ndapinda munzvimbo tsvene yaMwari” (17)

        • Vakaipa vari panotsvedza (18)

        • Kuswedera pedyo naMwari kwakanaka (28)

Pisarema 73:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 35:15

Pisarema 73:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 84:11; Mt 5:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, p. 28

Pisarema 73:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 94:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, p. 28

Pisarema 73:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanozvirumbidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 21:7; Jer 12:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/1999, p. 21

    7/15/1993, p. 28

    8/15/1989, p. 4

    Mukai!,

    8/8/1996, p. 29

Pisarema 73:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Vane matumbu akakora.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 7:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, pp. 28-29

Pisarema 73:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 12:6; 21:7, 9
  • +Jer 12:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, pp. 28-29

Pisarema 73:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 21:14, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, p. 29

Pisarema 73:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, p. 29

Pisarema 73:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 53:1
  • +1Mad 21:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, p. 29

Pisarema 73:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 11

    7/15/1993, p. 29

Pisarema 73:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, p. 29

Pisarema 73:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:4, 11; 94:3, 7; Eze 8:12; Zef 1:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, p. 29

Pisarema 73:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:35
  • +Pis 17:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, p. 29

Pisarema 73:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 34:7, 9; 35:3

Pisarema 73:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:19
  • +Job 7:17, 18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, p. 29

Pisarema 73:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “chizvarwa chevanakomana venyu.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 12

    7/15/1993, pp. 29-30

Pisarema 73:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 12

    7/15/1993, pp. 29-30

Pisarema 73:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 12

    7/15/1993, pp. 29-30

Pisarema 73:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 35:6, 7; Jer 23:11, 12
  • +Pis 37:10, 20; 55:23; Zvi 3:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/1999, pp. 21-22

    7/15/1993, pp. 29-30

    Mukai!,

    8/8/1996, p. 29

Pisarema 73:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 21:23; Pis 37:1, 2; Isa 30:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, pp. 29-30

Pisarema 73:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, pp. 29-30

Pisarema 73:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 73:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 12

    7/15/1993, p. 30

Pisarema 73:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 12

    7/15/1993, p. 30

Pisarema 73:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 16:8; 63:8; Isa 41:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 12

    7/15/1993, p. 30

Pisarema 73:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:9; 32:8; 37:23; 143:10; Zvi 3:6
  • +Pis 37:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2013, pp. 25-26

    7/15/2006, p. 12

    7/15/1993, p. 30

Pisarema 73:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 42:2; 84:2; Isa 26:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, pp. 30-31

Pisarema 73:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 16:5; Mari 3:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2011, p. 9

    2/1/2011, p. 29

    7/15/1993, pp. 30-31

Pisarema 73:27

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Muchanyararidza.”

  • *

    Kana kuti “asina kutendeka anokusiyai.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 15:39; Jak 4:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, pp. 30-31

Pisarema 73:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 65:4; Jak 4:8
  • +Pis 118:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1997, p. 32

    7/15/1993, pp. 30-31

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 73:mashoko ekusuma2Mak 35:15
Pis. 73:1Pis 84:11; Mt 5:8
Pis. 73:2Pis 94:18
Pis. 73:3Job 21:7; Jer 12:1
Pis. 73:4Mup 7:15
Pis. 73:5Job 12:6; 21:7, 9
Pis. 73:5Jer 12:1
Pis. 73:6Job 21:14, 15
Pis. 73:8Pis 53:1
Pis. 73:81Mad 21:7
Pis. 73:11Pis 10:4, 11; 94:3, 7; Eze 8:12; Zef 1:12
Pis. 73:12Pis 37:35
Pis. 73:12Pis 17:14
Pis. 73:13Job 34:7, 9; 35:3
Pis. 73:14Pis 34:19
Pis. 73:14Job 7:17, 18
Pis. 73:18Pis 35:6, 7; Jer 23:11, 12
Pis. 73:18Pis 37:10, 20; 55:23; Zvi 3:33
Pis. 73:19Job 21:23; Pis 37:1, 2; Isa 30:13
Pis. 73:21Pis 73:3
Pis. 73:23Pis 16:8; 63:8; Isa 41:10
Pis. 73:24Pis 25:9; 32:8; 37:23; 143:10; Zvi 3:6
Pis. 73:24Pis 37:34
Pis. 73:25Pis 42:2; 84:2; Isa 26:9
Pis. 73:26Pis 16:5; Mari 3:24
Pis. 73:27Nu 15:39; Jak 4:4
Pis. 73:28Pis 65:4; Jak 4:8
Pis. 73:28Pis 118:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 73:1-28

Mapisarema

BHUKU RECHITATU

(Mapisarema 73-89)

Rwiyo rwaAsafi.+

73 Zvechokwadi Mwari akanaka kuvaIsraeri, vaya vane mwoyo yakachena.+

 2 Asi ini, tsoka dzangu dzakanga dzava kuda kutsauka;

Tsoka dzangu dzakapotsa dzatsvedza.+

 3 Nekuti ndakaitira shanje vanozvikudza*

Pandaiona rugare rwevanhu vakaipa.+

 4 Nekuti havafi vachirwadziwa;

Miviri yavo ine utano.*+

 5 Havanetseki sezvinoita vamwe vanhu,+

Kana kutambura sevamwe vanhu.+

 6 Saka kuzvikudza ndicho chishongo chavo chemuhuro;+

Vanogara vakapfeka mabasa emhirizhonga.

 7 Maziso avo akazvimba nekukora;

Vakapfuura zvingafungidzirwa nemwoyo.

 8 Vanotsvinya uye vanotaura zvakaipa.+

Vanotaura nezvekudzvinyirira kwavo vachizvikudza.+

 9 Vanoita sevari kutaura vari kudenga,

Uye vanofamba panyika rurimi rwavo ruchitaura chero zvavada.

10 Saka vanhu vake vanotsaukira kwavari,

Uye vanonwa mvura yavo yakawanda.

11 Vanoti: “Mwari angazviziva sei?+

Wekumusorosoro ane zvaanoziva here?”

12 Ava ndivo vakaipa, vasina kana zvinombovanetsa.+

Vanoramba vachiwedzera pfuma yavo.+

13 Chokwadi hapana zvazvinobatsira kuchengeta kwandakaita mwoyo wangu wakachena

Uye kugeza kwandakaita maoko angu kuti ndisava nemhosva.+

14 Uye ndaiswera ndichitambudzika;+

Ndaitsiurwa mangwanani ega ega.+

15 Asi dai ndakanga ndataura zvinhu izvi

Ndingadai ndakaodza mwoyo vanhu venyu.*

16 Pandakaedza kuzvinzwisisa,

Zvainditambudza

17 Kusvikira ndapinda munzvimbo tsvene yaMwari,

Uye ndanzwisisa ramangwana ravo.

18 Chokwadi munovaisa panotsvedza.+

Munoita kuti vadonhe voparara.+

19 Vanoparadzwa vasingafungiri!+

Mugumo wavo wakaipa unosvika vasingafungiri!

20 Sezvinoitika panopepuka munhu anga achirota, haiwa Jehovha,

Pamunomuka, muchadzinga mufananidzo wavo pamberi penyu.

21 Asi mwoyo wangu wakarwadziwa,+

Uye ndaidzimbikana mukatikati mangu.

22 Ndakanga ndisingafungi uye ndisinganzwisisi;

Ndaiita semhuka isina pfungwa pamberi penyu.

23 Asi iye zvino ndinoramba ndiinemi;

Makabata ruoko rwangu rwerudyi.+

24 Munonditungamirira nezano renyu,+

Uye pashure paizvozvo munonditungamirira kuti ndikudzwe.+

25 Ndiani wandiinaye kumatenga?

Uye kunze kwenyu hapana chimwe chandinofarira panyika.+

26 Muviri wangu nemwoyo wangu zvingaparara,

Asi Mwari idombo remwoyo wangu uye mugove wangu nekusingaperi.+

27 Chokwadi vese vanoramba vari kure nemi vachaparara.

Muchagumisa* munhu wese anoita unzenza hwekukusiyai.*+

28 Asi kana ndiri ini, kuswedera pedyo naMwari kwakandinakira.+

Ndakaita kuti Changamire Ishe Jehovha ave nzvimbo yangu yekupotera,

Kuti ndizivise mabasa enyu ese.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe