RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 143
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Nyota yekuva naMwari senyika yakaoma

        • “Ndinofungisisa mabasa enyu” (5)

        • “Ndidzidzisei kuita kuda kwenyu” (10)

        • ‘Mweya wenyu wakanaka ngaunditungamirire’ (10)

Pisarema 143:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 65:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1996, p. 11

Pisarema 143:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 9:2; Pis 130:3; Mup 7:20; VaR 3:20; VaG 2:16; 1Jo 1:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1996, p. 11

Pisarema 143:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kudzingirira mweya wangu.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1996, p. 11

Pisarema 143:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 142:3
  • +Pis 102:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1996, p. 11

Pisarema 143:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndinonyatsodzidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 77:5, 6, 11, 12; 111:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1996, pp. 11-12

Pisarema 143:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu une.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 63:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1996, p. 13

Pisarema 143:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuguva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:13; 70:5
  • +Pis 142:3
  • +Pis 27:9
  • +Pis 28:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1996, p. 13

Pisarema 143:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 5:8; Zvi 3:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2010, p. 21

    12/15/1996, p. 13

Pisarema 143:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 59:1; 61:3, 4; 91:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1996, p. 13

Pisarema 143:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “munyika yekururama.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1996, pp. 14-19

    9/15/1992, p. 15

Pisarema 143:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nunurai mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:1

Pisarema 143:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kushungurudza mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 25:29; 26:9, 10
  • +1Sa 24:12
  • +Pis 89:20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 143:1Pis 65:2
Pis. 143:2Job 9:2; Pis 130:3; Mup 7:20; VaR 3:20; VaG 2:16; 1Jo 1:10
Pis. 143:4Pis 142:3
Pis. 143:4Pis 102:4
Pis. 143:5Pis 77:5, 6, 11, 12; 111:2, 3
Pis. 143:6Pis 63:1
Pis. 143:7Pis 40:13; 70:5
Pis. 143:7Pis 142:3
Pis. 143:7Pis 27:9
Pis. 143:7Pis 28:1
Pis. 143:8Pis 5:8; Zvi 3:6
Pis. 143:9Pis 59:1; 61:3, 4; 91:1
Pis. 143:10Pis 25:4
Pis. 143:11Pis 31:1
Pis. 143:121Sa 25:29; 26:9, 10
Pis. 143:121Sa 24:12
Pis. 143:12Pis 89:20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 143:1-12

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

143 Haiwa Jehovha, inzwai munyengetero wangu;+

Teererai kuteterera kwangu kuti ndibatsirwe.

Ndipindurei mukutendeka kwenyu uye mukururama kwenyu.

 2 Musatonga mushumiri wenyu,

Nekuti hapana munhu mupenyu anogona kuva akarurama pamberi penyu.+

 3 Nekuti muvengi ari kundidzingirira;*

Andipwanyira pasi.

Akaita kuti ndigare murima sevaya vakafa kare kare.

 4 Simba rangu riri kupera;+

Mwoyo wangu wakarukutika mukati mangu.+

 5 Ndinoyeuka mazuva ekare;

Ndinofungisisa mabasa enyu ese;+

Ndinonyatsofungisisa* mabasa emaoko enyu.

 6 Ndinotambanudzira maoko angu kwamuri;

Ndine* nyota yekuva nemi senyika yakaoma iri kuda mvura.+ (Sera)

 7 Kurumidzai kundipindura, haiwa Jehovha;+

Simba rangu rapera.+

Musandivanzira chiso chenyu,+

Nekuti ndinozofanana nevaya vari kudzika kugomba.*+

 8 Itai kuti mangwanani ndinzwe rudo rwenyu rusingachinji,

Nekuti ndinovimba nemi.

Ndizivisei nzira yandinofanira kufamba nayo,+

Nekuti ndinotendeukira kwamuri.

 9 Ndinunureiwo pavavengi vangu, Jehovha.

Ndiri kutsvaga kudzivirirwa nemi.+

10 Ndidzidzisei kuita kuda kwenyu,+

Nekuti ndimi Mwari wangu.

Mweya wenyu wakanaka;

Ngaunditungamirire panzvimbo yakati sandara.*

11 Ndichengetedzeiwo ndiri mupenyu, Jehovha, nekuda kwezita renyu.

Mukururama kwenyu, ndinunurei* pakutambudzika.+

12 Nerudo rwenyu rusingachinji, nyararidzai vavengi vangu;+

Paradzai vese vari kundishungurudza,*+

Nekuti ndiri mushumiri wenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe