RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 147
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kurumbidza mabasa aMwari erudo uye esimba

        • Anoporesa vakaora mwoyo (3)

        • Anoshevedza nyeredzi dzese nemazita (4)

        • Anotuma chando chakachena semvere dzemakwai (16)

Pisarema 147:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 135:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 17

Pisarema 147:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 102:16
  • +Dhe 30:1-3; Eze 36:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, pp. 17-18

Pisarema 147:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 18

Pisarema 147:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 40:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 18

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 50-51

    Nharireyomurindi,

    6/1/2004, p. 11

Pisarema 147:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Na 1:3
  • +Isa 40:28; VaR 11:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, pp. 18-19

Pisarema 147:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, pp. 19-20

Pisarema 147:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 18:45; Jer 14:22; Mt 5:45
  • +Job 38:25-27; Isa 30:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 19

Pisarema 147:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 136:25
  • +Job 38:41; Ru 12:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 19

Pisarema 147:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 31:1; Ho 1:7
  • +1Sa 16:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 20

Pisarema 147:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mar 3:16
  • +Pis 33:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 8

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 20

Pisarema 147:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Aya mapango kana kuti simbi dzaishandiswa sezvihuri.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 20

Pisarema 147:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:6; Isa 60:17
  • +Dhe 8:7, 8; Pis 132:14, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 20

Pisarema 147:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, pp. 20-21

Pisarema 147:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 37:6
  • +Job 38:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 20

Pisarema 147:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “magodo echando.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 10:11
  • +Job 37:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 20

Pisarema 147:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 148:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 20

Pisarema 147:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 21

Pisarema 147:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:5; 31:16, 17; Dhe 4:8; 1Mak 17:21; VaR 3:1, 2
  • +Zva 19:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, p. 21

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 147:1Pis 135:3
Pis. 147:2Pis 102:16
Pis. 147:2Dhe 30:1-3; Eze 36:24
Pis. 147:4Isa 40:26
Pis. 147:5Na 1:3
Pis. 147:5Isa 40:28; VaR 11:33
Pis. 147:6Pis 37:11
Pis. 147:81Mad 18:45; Jer 14:22; Mt 5:45
Pis. 147:8Job 38:25-27; Isa 30:23
Pis. 147:9Pis 136:25
Pis. 147:9Job 38:41; Ru 12:24
Pis. 147:10Isa 31:1; Ho 1:7
Pis. 147:101Sa 16:7
Pis. 147:11Mar 3:16
Pis. 147:11Pis 33:18
Pis. 147:14Re 26:6; Isa 60:17
Pis. 147:14Dhe 8:7, 8; Pis 132:14, 15
Pis. 147:16Job 37:6
Pis. 147:16Job 38:29
Pis. 147:17Jos 10:11
Pis. 147:17Job 37:10
Pis. 147:18Pis 148:8
Pis. 147:19Dhe 4:5
Pis. 147:20Eks 19:5; 31:16, 17; Dhe 4:8; 1Mak 17:21; VaR 3:1, 2
Pis. 147:20Zva 19:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 147:1-20

Mapisarema

147 Rumbidzai Jah!*

Zvakanaka kuimbira Mwari wedu tichimurumbidza;

Zvinofadza uye zvakakodzera kumurumbidza!+

 2 Jehovha ari kuvaka Jerusarema;+

Anounganidza vanhu vakapararira vaIsraeri.+

 3 Anoporesa vakaora mwoyo;

Anosunga maronda avo.

 4 Anoverenga uwandu hwenyeredzi;

Anodzishevedza dzese nemazita.+

 5 Ishe wedu mukuru uye ane simba guru;+

Kunzwisisa kwake hakugoni kuyerwa.+

 6 Jehovha anosimudza vanyoro,+

Asi anokandira vakaipa pasi.

 7 Imbirai Jehovha muchimuonga;

Imbai muchirumbidza Mwari wedu nerudimbwa,

 8 Uyo anofukidza matenga nemakore,

Uyo anopa nyika mvura,+

Uyo anoita kuti uswa hukure+ mumakomo.

 9 Anopa mhuka zvekudya,+

Nemanyana emakunguo anochemera zvekudya.+

10 Haafariri simba rebhiza;+

Uye hapana chinomushamisa pakusimba kwemakumbo emunhu.+

11 Jehovha anofarira vaya vanomutya,+

Vaya vanomirira rudo rwake rusingachinji.+

12 Kudza Jehovha, iwe Jerusarema.

Rumbidza Mwari wako, iwe Ziyoni.

13 Anosimbisa mazariro* emagedhi ako;

Anokomborera vanakomana vako vauinavo.

14 Anoita kuti munharaunda yako muve nerugare;+

Anokugutsa negorosi rakanakisisa.+

15 Anotuma murayiro wake panyika;

Shoko rake rinomhanya kwazvo.

16 Anotuma chando chakachena semvere dzemakwai;+

Anoparadzira chando semadota.+

17 Anodzikisa chimvuramabwe* sezvimedu zvechingwa.+

Ndiani angamira kana kuine chando chake?+

18 Anotuma shoko rake, chonyunguduka.

Anoita kuti mhepo yake ivhuvhute,+ mvura yoyerera.

19 Anozivisa Jakobho shoko rake,

Uye mirau nemitongo yake kuna Israeri.+

20 Haana kuita izvozvo nerumwe rudzi rupi zvarwo;+

Havana kana zvavanoziva nezvemitongo yake.

Rumbidzai Jah!*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe