Peji Yepiri
Ndiani Achadzivirira Mhuka Dzedu? 3-11
Kuparadzwa kwemhuka muAfrica kwakafanana nomugariro uri muna mamwe mativi enyika. Makaro nokutenda mashura ndizvo zviviri zvezvinhu zvinoparira kuurawa kusiri madikanwa kwemhuka. Ndiani chaizvoizvo anoitira hanya?
Somupoteri, Ndakawana Ruramisiro Yechokwadi 12
Nhau inotambudza yomuParestina wechiGiriki uyo akarwisa kuti awane upenyu hutsva munyika yakasiana.