RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w07 12/15 p. 31
  • Indekisi Ya2007 Yenyaya dzeNharireyomurindi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Indekisi Ya2007 Yenyaya dzeNharireyomurindi
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Misoro Midiki
  • BHAIBHERI
  • DZIMWEWO NYAYA
  • JEHOVHA
  • JESU KRISTU
  • MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI
  • NYAYA DZINODZIDZWA
  • NYAYA DZOUPENYU
  • UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
  • ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
w07 12/15 p. 31

Indekisi Ya2007 Yenyaya dzeNharireyomurindi

Pano pari kuratidza musi wemagazini inowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

Basa Guru raGlück (Shanduro yechiLatvian), 6/15

Bhaibheri Rokutanga rechiPutukezi, 7/1

“Chipo Chikuru” kuPoland, 8/15

Chokwadi Riri Nyore, Asi Rakarurama Here? (100-Minute Bible), 2/1

Jesu Aiva neBhaibheri Here? 12/1

Kukosha kwe“Testamende Yekare,” 9/1

MaBhaibheri Emitauro yomuAfrica, 1/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raDhanieri, 9/1

Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raEzekieri, 7/1, 8/1

Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raHosiya, 9/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raIsaya—II, 1/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raJeremiya, 3/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raMaraki, 12/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku Rinonzi Mariro, 6/1

Pfungwa Huru Dzatinowana Mumabhuku aHagai naZekariya, 12/1

Pfungwa Huru Dzatinowana Mumabhuku aJoeri naAmosi, 10/1

Pfungwa Huru Dzatinowana Mumabhuku aNahumi, Habhakuki naZefaniya, 11/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Mumabhuku aObhadhiya, Jona, naMika, 11/1

Raiva Mupumburu Rikazova Kodhekisi, 6/1

Rinobatsira Here? 4/1

Vaikopa Zvakanyorwa Zvekare, 3/15

Zvaenga Zvinopupurira, 11/15

DZIMWEWO NYAYA

Amosi—Aiva Mukohwi Here Kana Kuti Aibaya Maonde? 2/1

Bhazirai, 7/15

Bheriya, 4/15

“Chapupu Chakatendeka Chiri Mumatenga,” 7/15

ChiKristu Chinopinda muAsia Minor, 8/15

Chinokonzera Zvakaipa, 6/1

Chitendero Chaunosarudza Chine Basa Here? 3/1

“Chokwadi Chii?” 10/1

Dziva reSiroami, 7/15

Gore “Munyika Yakanaka,” 6/15

Hana, 3/15

Una Chipangamazano Pakunamata Here? 12/15

‘Ishe, Nei Makaramba Makanyarara?’ (Pope kuAuschwitz), 5/15

Jefta, 5/15

John Milton, 9/15

Jonatani, 9/15

Kubudirira, 1/1

Kugarisana Kwemarudzi, 7/1

Kunyaradza Vabereki Vakafirwa, 5/1

Kunyora muIsraeri Yekare, 8/15

Kuziva Kwaungaita Chitendero Chechokwadi, 3/1

Mukoma Nomunun’una ‘Vakavaka Israeri’ (Reya, Rakeri), 10/1

“Ngarava dzokuKitimu,” 10/15

Nyika—Yakanaka, 2/15

Nyika Yose Ingabatana Here? 12/1

Ruka—Mushandi Anodiwa, 11/15

Samueri, 1/15

Sauro Anosangana Neshamwari Dzake, Nevavengi Vake, 6/15

Sirakusi—Chiteshi chaPauro, 10/15

Une Mweya Usingafi Here? 7/15

Unotya Ramangwana Here Kana Kuti Unoritarisira? 5/15

Utsinye Huchazombopera Here? 4/15

Wessel Gansfort—Munhu Akachinja, 3/1

Zororo Rechihedheni Ringachinjwa Kuti Rive rechiKristu Here? 12/15

JEHOVHA

Mugadziri, 8/15

Mwari Ari Kukuona Here? 8/1

Nei Achibvumira Zvakaipa? 9/15

Zita Mumimhanzi yokuRussia, 9/1

JESU KRISTU

Kuuya, 3/15

MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI

‘Hondo yeHa-Magedhoni’ chii? (Zva 16:14, 16), 2/1

“Mudzimai aiva nomurume mumwe chete” (1Ti 5:9), 4/1

“Murume mumwe chete pane vane chiuru” (Mup 7:28), 1/15

Kuiswa chisimbiso (Zva 7:3), 1/1

Kurovanisa magirazi, 2/15

Kuvhima uye Kubata Hove, 12/1

Mhuka dzakachena dzaiva ngani muareka? 3/15

Muranda akatendeka “akangwara”? (Mt 24:45), 9/1

Ndiani aikohwa bhari yaipiwa musi waNisani 16? 7/15

Nei Jesu akashandisa chinhu chinovira (waini) paChirangaridzo? 9/15

Nei Sauro akabvunza kuti Dhavhidhi aiva mwanakomana waani? (1Sa 17:58), 8/1

Nyoka yomuEdheni yaiva nemakumbo here? (Ge 3:14), 6/15

Panoguma kusarudzwa kwevanoenda kudenga, 5/1

Ungaenda kumuchato womunhu asiri chapupu here? 11/15

Ungarega Kunwa Caffeine Here? 4/15

Vana vakarovedzwa zvakanaka havazosiyi Jehovha here? (Zvi 22:6), 6/1

Zvakanga zvakaipa here kuti Jakobho azviti ndiye Isau? (Ge 27:18, 19), 10/1

NYAYA DZINODZIDZWA

‘Baba Venyu Vane Ngoni,’ 9/15

Batsira Vamwe Kuti Vateerere Zvinodzidzisa Bhaibheri, 1/15

Dzidzisa Chaizvo Zvinodzidziswa neBhaibheri, 1/15

Dzidzisai Vana Venyu Kuda Jehovha, 9/1

Hapana Chombo Chichagadzirirwa Kukurwisa Chichabudirira, 12/15

Iva Nounhu Hungakubatsira Kudzidzisa Vanhu, 11/15

Jehovha Anoda Kururamisira, 8/15

Jehovha Anoda Kuti Umuteerere, 6/15

Jehovha ndiMwari Anoonga, 2/1

Kubudirira Pakunamata Munguva Yokuchena Musoro, 6/1

Kumirira Zuva raJehovha Tichitsungirira, 7/15

“Kumuka Kwokutanga”—Kuri Kutoitika! 1/1

Kununurwa Pazviteyeso Zvomubati Weshiri, 10/1

Kuongorora Zvinhu Zvakadzama zvaMwari, 11/1

Kuteerera Hana Yako, 10/15

Kutsvaka Chinangwa chaMwari Mazuva Ano, 10/1

Kutsvaka Chinangwa Choupenyu Chinogutsa, 10/1

Kuvimbika Kuna Kristu Nomuranda Wake Akatendeka, 4/1

Kuzviisa Pasi Pevafudzi Vane Rudo Tichizvininipisa, 4/1

Madhimoni—Tingaarwisa Sei? 3/15

Madzimai—Remekedzai Varume Venyu Zvikuru, 2/15

“Mirai Makasimba Muone Ruponeso rwaJehovha,” 12/15

“Muchenjerere Kuchochora Kwemarudzi Ose,” 8/1

“Musadzorera Chakaipa Nechakaipa Kuna Ani Naani Zvake,” 7/1

Nakidzwa Noupenyu Uchitya Jehovha, 3/1

Ngatikudzei Zita raJehovha Pamwe Chete, 3/1

Ngirozi—Kubatsira Kwadzinoita Vanhu, 3/15

“Ramba Uchikunda Zvakaipa Nezvakanaka,” 7/1

Shoko raJehovha Harimbokundikani, 11/1

Shoko raMwari Ngaritungamirire Tsoka Dzako, 5/1

Ta“kaitwa Nenzira Inoshamisa,” 6/15

Teerera Inzwi Rinobva Mukati, 10/15

Tevedzera Mudzidzisi Mukuru, 11/15

Tingaratidza Sei Kuti Tine Ngoni? 9/15

Tinobatsirwa Nokutsungirira Kutambura, 8/15

Uchangamire hwaJehovha noUmambo hwaMwari, 12/1

‘Ucharamba Uchifamba Maererano Nomudzimu’ Here? 7/15

Une Chokwadi Chokuti Vakafa Vachamuka Here? 5/15

Ungano Ngairumbidze Jehovha, 4/15

Ungano Ngaivakwe, 4/15

“Unofanira Kufara Kwazvo,” 1/1

Unotsigira Uchangamire hwaJehovha Here? 12/1

Usamborega Kuramba Uchionga, 2/1

Usaparadzanisa Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari, 5/1

Vabereki—Dzidzisai Vana Venyu Norudo, 9/1

Vaduku—Rongai Zvinangwa Zvinokudza Mwari, 5/1

Vakwegura—Chikomborero Kuvaduku, 6/1

“Vana, Teererai Vabereki Venyu,” 2/15

Varume—Zivai Kuti Kristu Ndiye Musoro, 2/15

Waka“pfuma Kuna Mwari” Here? 8/1

Wakagadzirira Zuva raJehovha Here? 12/15

Wakatadzira Mudzimu Mutsvene Here? 7/15

Zvichaita Kuti Kutambura Kwose Kukurumidze Kupera, 5/15

NYAYA DZOUPENYU

Basa Rokuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi Rakaita Kuti Upenyu Hwangu Huve Zvahuri (L. Peters), 4/1

Chinoita Kuti Ndifarire Basa Rokuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi (P. Moseley), 2/1

Kufarira “Kukunda neGwayana” (C. Barber), 10/15

Kumirira Umambo Husiri “Hwenyika Ino” (N. Gutsulyak), 3/1

Kusarudza Zvakarurama Kwakaita Kuti Ndikomborerwe Kwoupenyu Hwose (P. Kushnir), 1/1

Kushumira Jehovha—Ropafadzo Isina Yaingaenzaniswa Nayo (Z. Stigers), 8/1

Kutsunga Kuita Ushumiri Hwedu (L. Davison), 6/1

Kutsvaka Kwatakaita Pfuma Kwakaita Kuti Tiwane Pfuma Isingaperi (D. Smith and D. Ward), 5/1

Munzira Yokuenda Kunyika Itsva yaMwari (J. Pramberg), 12/1

Murume Aida Upenyu Nevanhu (D. Sydlik), 1/1

Ndakadzidza Kuvimba naJehovha Zvizere (A. Baxter), 11/1

Takararama Paitonga Vadzvinyiriri (H. Dornik), 9/1

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

‘Akaita Kuti Tipinde,’ 3/15

Anoda, 6/15

Batsira Vana Kuti Vanyatsodzidza, 5/15

Chiedza Chinoshamisa! 3/15

Dzidzisai Mwana Wenyu Kutaura Nevamwe Zvakanaka, 12/1

Famba Uchienda Kune Chiedza, 10/15

Ita Kuti Mwana Wako Ade Mwari, 9/15

Kana Zvaunotarisira Zvikasaitika, 4/15

“Kubudirira Munguva Yokuchena Musoro,” 9/15

Kudzidza Kuvana, 2/1

Kudzingiswa Kunoratidza Kuti Wava Murume Here? 6/1

Kufara Kumirira Jehovha, 3/1

Kuitira Vamwe Tsiye Nyoro, 12/15

Kukurira Kusaruramisirwa, 8/15

Kunamata, 8/1

Kurumbidza Vamwe, 9/1

Kusarudza Zvinoita Kuti Ufare, 10/1

Kutaura Chokwadi, 2/1

Kutenda Uprofita, 4/1

Kuva Nehanya Nevamwe, 6/15

Kuwedzera Rudo, 1/1

Kuzvininipisa, 11/1

Murume Nomukadzi—Mabasa Avo Anokudzwa, 1/15

Mwana Paanopanduka, 1/15

‘Ndiedzei,’ 8/15

Nei Tichifanira Kuungana? 5/15

Nei Tisingafaniri Kunyanyisa? 2/15

Simba Rorurimi, 6/1

‘Uchenjeri Hunodzivirira’ (Zvi 16), 7/15

Unofanira Kuraramira Nhasi Chete Here? 10/15

Unozorodza Vamwe Here? 11/15

Upenyu Hune Chinangwa, 11/15

Vaduku—Munobaya Mwoyo Yevabereki Venyu, 5/1

Zvibayiro Zvinofadza Mwari, 4/1

‘Zvirongwa Zvichasimbiswa Kwazvo’ (Zvi 16), 5/15

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

Akaremara Asi Anoda Kwazvo Kushanda, 4/15

Chido chaAdryana, 4/15

“Chipo Chenyu Chinokosha Zvikuru” (Belgium), 12/15

“Dzimba Dzemabwe” (Zimbabwe), 2/15

“Gamuchiraiwo Kachipo Kangu Aka” (Russia), 11/15

Kukunda Mudare Rekodzero Dzevanhu RokuEurope (Russia), 5/15

Kukunda Zvipingamupinyi Kuti Mashoko Akanaka Asvike Kune Vanhu (Africa), 10/15

Kupedza Kudzidza KwevokuGiriyedhi, 1/1, 7/1

Kutenda Kwaamai Kunoita Kuti Vave Netariro, 8/1

Muenzaniso Wokutendeseka, 2/15

Munda Wa“chenera Kukohwa” (Guajira Peninsula), 4/15

Munhu Ane Makore Anopfuura Zana Ane Chinangwa Muupenyu, 1/15

“Ndaiyemura Kutsunga Kwake Kunoshamisa” (Germany), 10/15

“Sirivha Ndeyangu, Nendarama Ndeyangu” (zvipo zvemari), 11/1

Tevedzera Mutsa waJehovha, 3/1

Unoshandisa Mikana Inomuka Kuudza Vamwe (vaunodzidza navo) Zvaunotenda Here? 11/1

Zvidzidzo Zvinokosha Kuvaduku, 7/1

Zvishamiso Zviviri Zvakaitika Pane Rimwe Gungano Reruwa (Georgia), 8/1

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe