Peji 32
◼ Vanhu pavanonyengeterera Umambo hwaMwari, vanenge vachimbokumbirei chaizvo?
◼ Ungadzidza sei kufunga usati wataura?
◼ Mwari akasika vanhu vachiita zvokushanduka- shanduka here?
◼ Eriya aiva ani, uye nhasi tinodzidzei kubva kwaari?
◼ Tingava sei nechokwadi chokuti uprofita hweBhaibheri hahuna kunyorwa pashure pezviitiko zvacho?
◼ Nei Jehovha Mwari ari Baba vakanaka zvikuru vatingashuva kuva navo?
◼ Ndizvo here kuti vazivi venyeredzi vakaunzira Jesu zvipo usiku hwaakanga aberekwa?