Peji 32
◼ Mwari anonzi ani? Ona peji 6.
◼ Ndiani chaizvoizvo ari kutonga nyika ino?Ona peji 8.
◼ Kana mune vana, nei zvichikosha kuva nenguva yokuti iwe nomumwe wako mumbova moga? Onapeji 11.
◼ Chii chakaita kuti mumwe mukadzi aitengesa ngoda zvisiri pamutemo uye aibira waaishandira kuti ave mushandi akavimbika? Onapeji 26 ne27.
◼ Nei Zvapupu zvaJehovha zvisingashandisi zvifananidzo pakunamata? Onapeji 30 ne31.