Peji 32
Dzidza chokwadi nezvokuchinja kwakaita vanhu maonero avanoita chivi. ONA MAPEJI 3-10.
Chii chingatibatsira kurarama takavimbika ivo vanhu vasisina kuvimbika kudai? ONA MAPEJI 11-14.
Nyeredzi ndidzo dzinoratidza zvichaitika muupenyu hwako here? ONA MAPEJI 18-21.
Magwaro anotii nezvokuwadzana nemamwe machechi? ONA PEJI 27.
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 32]
Stars: NASA, ESA, and A. Nota (STScI); Interfaith: REUTERS/Andreas Manolis