Peji 32
Nyika ichaparadzwa here? ONA PEJI 5.
Maererano nezvinodzidziswa neBhaibheri, chii chichaparadzwa naMwari? ONA MAPEJI 5-6.
Kana mumwe wako achiita zvausingafariri, zvii zvichakubatsira kuti mutaurirane zvakanaka? ONA PEJI 12.
Jesu akati chii chinoita kuti munhu afare? ONA PEJI 16.
Kudzidzira kuveza kwakaitwa naJesu kungava kwakazoita kuti madzidzisiro ake ave akadini? ONA MAPEJI 25-26.
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 32]
U.S. National Archives photo