Zviri Mukati
January 15, 2011
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
February 28, 2011–March 6, 2011
PEJI 3
March 7-13, 2011
Remekedzai Imba Yenyu Sechipo Chamakapiwa naMwari
PEJI 13
March 14-20, 2011
Nyatsoshandisa Nguva Yaunenge Usina Kuroora Kana Kuroorwa
PEJI 17
March 21-27, 2011
Tinopiwa Simba Rokukunda Miedzo Uye Kuora Mwoyo
PEJI 22
March 28, 2011–April 3, 2011
Tinopiwa Simba Rokukunda Chero Miedzo Ingauya
PEJI 26
CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
NYAYA YOKUDZIDZA 1 MAPEJI 3-7
Tingawana kupi kwokupotera munguva ino yakaoma? Shoko raMwari rinotsanangura kuti tinogona kupotera muzita raJehovha. Nyaya ino inokurukura kuti tingachengetedzwa sei iye zvino uye pachazouya “zuva guru raJehovha.” Inotsanangura zvinorehwa nerugwaro rwegore rwa2011.
NYAYA DZOKUDZIDZA 2, 3 MAPEJI 13-21
Kuroora kana kusaroora zvipo zvinobva kuna Mwari, uye chimwe nechimwe chine zvikomborero zvacho. Tingava takaroora kana kuroorwa kana kuti tisina, nyaya idzi dzichakurukura zvikonzero zvokuti tikoshese zvipo izvi uye kuratidza kwatingaita kuti tinozvikoshesa.
NYAYA DZOKUDZIDZA 4, 5 MAPEJI 22-30
Tinoda kubatsirwa naJehovha kuti tirarame zvinoenderana nokuzvitsaurira kwatakaita kwaari. Nyaya idzi dzichakurukura kuti mudzimu mutsvene ungatibatsira sei kukunda muedzo, kutsungirira matambudziko uye kuora mwoyo, kuramba takamira patinenge tichiedzwa, uye kusabvuma kufurirwa.
DZIMWEWO NYAYA:
7 Ona Zita Riri Pamadziro Edzimba
9 Ndinotenda Kuti Ndakashumira Jehovha, Kunyange Mumiedzo
31 Isa Pfungwa Dzako Pane Zvawakaitirwa naJehovha
© Stähli Rolf A/age fotostock